CHISHONA CHAKANAKA

10 May, 2019 - 00:05 0 Views

Kwayedza

VANA vechikoro, heunoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti: [email protected] kana [email protected]. Taura zita rako rizere, chikoro chako, giredhi, nenzvimbo inowanikwa chikoro chako.
* * *
MHINDURO DZESVONDO RAPERA:
1. Musikana asvika zera rekuroorwa asati asangana nemurume anonzi . . . (mhandara)
2. Mukomana asvika pazera rekuroora asi asati aroora anonzi . . . (jaya)
3. Munhukadzi adarika zera rekuroorwa anonzi . . . (tsikombi)
4. Munhurume asina kuroora uye apfuura zera rekuroora anonzi . . . (tsvimborume/pfunda)
5. Mwana akafirwa nevabereki anonzi . . . (nherera)
* * *
ZVAKABVA KUVAVERENGI:
Leesadrah Ruvimbo Mandiyanike, Pafiwa Mutasa Primary School, DC – Kure kwemeso nzeve dzinonzwa.
* * *
Excellent Benevolence Mandiyanike, Pafiwa Mutasa Primary School, DC – Kure kwemeso nzeve dzinonzwa.
* * *
0773 020 522 – 1. mhandara, 2. jaya, 3. tsikombi; 4. tsvimborume; 5. nherera
* * *
0712 467 830 – 1. mhandara; 2. jaya; 3, tsikombi; 4. tsvimborume; 5. nherera.
* * *
Namex Mataga – 1. mhandara; 2. jaya; 3. tsikombi 4. tsvimborume; 5. nherera.
* * *
Tinashe Tumba, Form 2, Connemara Secondary Woodridge, Kwekwe – 1. mhandara; 2. jaya; 3. tsikombi; 4. tsvimborume; 5. nherera.
* * *
0784 724 210 – 1. mhandara; 2. jaya; 3. tsikombi; 4. tsvimborume; 5. nherera.
* * *
Tinashe, 0784 724 210 – Kure kwemeso nzeve dzinonzwa.
* * *
Joseph Ngandu, Mvurwi – Kure kwemeso nzeve dzinonzwa.
* * *
Namex, East View Park – Gudo/bveni
* * *
0772 410 573 – 1. rupasa; 2. mafudzi; 3. mate; 4. gudo; 5. ingwe.
* * *
Namex Mataga – 1. rupasa; 2. mafudzi; 3. mate/rute; 4. demo; 5. ingwe.
* * *
0772 410 573 – Bveni/gudo.
* * *
Tawaz Mataz – 1. mhandara; 2. jaya; 3. tsikombi; 4. tsvimborume; 5. nherera.
* * *
Tawanda Chtare, Mutare Boka – 1. mhandara; 2. jaya; 3. tsikombi; 4. tsvimborume; 5. nherera.
* * *
Tawanda Chitare – Kure kwemeso nzeve dzinonzwa.
* * *
0713 328 232 – 1. mhandara; 2. jaya; 3. tsikombi; 4. tsvimborume; 5. nherera.
* * *
0713 328 232 – Kure kwemeso nzeve dzinonzwa.
* * *
Last Kanyandura, Eastview Park, Phase 11, Gazeb – Kure kwemeso nzeve dzinonzwa.
* * *
Ellen Mugadza, Mkoba, 0717 209 688 – Kure kwemeso nzeve dzinonzwa.
* * *
0717 209 688 – 1. mhandara 2. jaya; 3. tsikombi; 4. bhachura; 5. nherera.
* * *
Carol Nyauswa – Kure kwemeso, nzeve dzinonzwa.
* * *
0779 184 539 – Kure kwemeso nzeve dzinonzwa.
* * *
Prince S Zimunya, W/Falls, Prospect – Kure kwemeso nzeve dzinonzwa.
* * *
Prince S Zimunya, Form 3, Harare SDA College, Mbare – 1. mhandara; 2. jaya; 3. tsikombi; 4. tsvimborume; 5. nherera.
* * *
ZVEKUITA:
1. Mombe hadzi iri nhema isingabereke inonzi chii?
2. Mwana weshiri asati onyatsogona kubhururuka anonzi chii?
3. Musha usisagarwe uye wave kuparara unonzi chii?
4. Sadza risina kunyatsonzwa moto zvekusaibva rinonzi chii?
5. Kurutivi rwenyika kunovira nezuva kunonzi kui?
* * *
Onai mhinduro svondo rinouya.
. Tumira mhinduro panhare dzinoti 0714 200 007.

Share This:

Sponsored Links