CHISHONA CHAKANAKA

09 Aug, 2019 - 00:08 0 Views

Kwayedza

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti: [email protected]  kana [email protected] Taura zita rako rizere, chikoro chako, giredhi, nenzvimbo inowanikwa chikoro chako.

* * *

MHINDURO DZESVONDO RAPERA:

Tiudze midziyo inoshandiswa pamabasa aya uchisarudza pane yakapihwa:

mbereko, huyo, dengu, mugwaku, chinu

  1. Tinopakura sadza ne…(mugwaku)
  2. Tinotakurira muriwo mu…(dengu)
  3. Tinoisa mafuta mu…(chinu)
  4. Tinobereka mwana ne…(mbereko)
  5. Tinokuya ne…(huyo)

ZVAKABVA KUVAVERENGI:

Owen, Epaton – 1. mugoti; 2. dengu; 3. chinu; 4. mbereko; 5. huyo.

Awyne Jabhe Wafawanaka – mutohwe.

Last Mponda, Waterfalls – dohwe

0777 657 661 – Mutohwe.

Last Mponda, Waterfalls, 0773 260 376 – 1. mugwaku; 2. dengu; 3. chinu; 4. mbereko; 5. huyo

Kudzanai Mambo, Epworth Primary School – Muchero unonuna unonzi dowe.

Owen paEpaton – Dohwe.

Takudzwa Watinay, 6 Blue, David Livingstone – 1. mugwaku; 2. dengu; 3. chinu; 4. mbereko; 5. huyo

Sheillah Nyangana, Transparency, Form 1, Seke, Chi-town – Muchero unonuna waibva matohwe.

0773 076 696 – Muchero unonuna idohwe.

0772 838 702 – matowe/maxakuxaku ndoanonuna.

Kudzanai mambo, Epworth Primary School – 1. tinopakura sadza nemugwaku; 2. dengu; 3. chinu; 4. mbereko; 5. huyo

Rutendo Macheka, 7A, Nyandoro, Highfield – 1. mugwaku; 2. dengu; 3. chinu; 4. mbereko; 5. huyo

Andrew Tinashe Chopamba – 1. mugwaku; 2. dengu; 3. chinu; 4. mbereko; 5. huyo

Precious Mariko, Nyamande Primary School, Domboshava – 1. mugwaku; 2. dengu; 3. chinu; 4. mbereko; 5. huyo

Mai Tiara Masango, Highfield, Lusaka – 1. mugwaku; 2. mutswanda; 3. muchinhu; 4. mbereko; 5. huyo

  1. Verengai, Retreat, Waterfalls – 1. chigwaku; 2. tswanda; 3. chinu; 4. mbereko; 5. huyo

Obvious Marauka, Gweru, 0774 419 092 – Muchero unoti kana waibva unonuna matohwe.

Tatenda Tsatso Mufudza, Excel Academy, Glen Gray Farm, Glendale – 1. mugwaku; 2. mutswanda; 3. tayini; 4. mbereko; 5. huyo

0718 578 075 – 1. mugwaku; 2. dengu; 3. china; 4. mbereko; 5. huyo

0714 435 558 – dohwe

Ali Chimumba, Grade 5 – 1. gwaku; 2. tswanda; 3. chinu; 4. mbereko; 5. huyo

Wiseman Wairosi, Hatcliffe – 1. mugwaku; 2. dengu; 3. chinu; 4. mbereko; 5. huyo

  1. Chigwida, K1062 Katanga, Norton – matohwe.

Phoebie Tatenda Kalenga, Zengeza 4, Chi-town – 1. mugwaku; 2. dengu; 3. chinu; 4. mbereko; 5. huyo

Tanaka Window, Kadoma – 1. mugwaku; 2. dengu; 3. chinu; 4. mbereko; 5. huyo

0786 450 805 – matowe

0787 358 810 – Muchero unoti kana waibva unonuna unonzi dohwe kana kuti dobwe.

0783 660 103 – 1. tswanda; 2. chinu; 3. mbereko; 4. hugo

Misheck Chisambiro – Muchero unoti waibva unonuna idohwe.

Kattley Mbaiwa, Grade 4 – tinopakura sadza nemugwaku; 2. tinotakurira muriwo mudengu; 3. tinoisa mafuta muchinu; 4. tinobereka mwana nembereko; 5. tinokuya nehuyo

0777 642 422, Kadoma – 1. mugwaku; 2. chinu; 3. mudengu; 4. mbereko; 5. huyo

Mutayaunga Primary School, Mutondo Village, Pfungwe – 1. mugwaku; 2. bhasikiti; 3. chinu; 4. mbereko; 5. hando

ZVEKUITA:

Pedzisa mitsara iyi uchitora mhinduro pamazita ari pazasi:

mukoko, gate, gango, nhekwe, nhava

  1. Fodya inochengeterwa mu. . .
  2. Bhegi remuvhimi rakagadzirwa nemakavi rinonzi. . .
  3. Nyuchi dzinogadzirirwa. . .
  4. Maputi anokangirwa mu. . .
  5. Hari yedoro inonzi. . .

* * *

 

Onai mhinduro svondo rinouya.

. Tumira mhinduro panhare dzinoti 0714 200 007.

Share This:

Sponsored Links