CHISHONA CHAKANAKA

13 Sep, 2019 - 00:09 0 Views

Kwayedza

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti: [email protected] kana [email protected]. Taura zita rako rizere, chikoro chako, giredhi, nenzvimbo inowanikwa chikoro chako.

* * *

MHINDURO DZESVONDO RAPERA:

Tipe sungawirirano inoenderana nezita riri kutsanangurwa nechipauro.

1. mago – matema

2. gomba – guru

3. zai – hombe

4. bango – refu

5. ndebvu – refu

ZVAKABVA KUVAVERENGI:

Tawanda Tichabaiwa, 66 Singamombe Chizhanje, Mabvuku – 1. matema; 2. guru; 3. hombe; 4. refu; 5. refu

* * *

Alfred Manyangadze, Gando Estates, Gweru – 1. matema; 2. guru; 3. hombe; 4. refu; 5. refu

* * *

Tawanda Chitare, Mutare – 1. matema; 2. guru; 3. hombe; 4. refu; 5. refu

* * *

Abraham Jena Waverly, Kadoma – 1. matema; 2. guru; 3. hombe; 4. refu; 5. refu

* * *

Marlon Kasiya, Harare – 1. dema; 2. guru; 3. hombe; 4. refu; 5. refu

* * *

Fungai Zhemi – 1. mago matema; 2. gomba guru; 3. zai hombe; 4. bango refu; 5. ndebvu refu.

* * *

Michael Muzembi, Masvingo – Kupesana.

* * *

A.C.K, Harare – 1. mago – matema; 2. gomba – guru; 3. zai – hombe; 4. bango – refu; 5. ndebvu – refu.

* * *

0783 162 618 – 1. mago – matema; 2. gomba – guru; 3. zai – hombe; 4. bango – refu; 5. ndebvu – refu

* * *

Carlos Takawira, Paradise Park, Marondera – 1. mago matema; 2. gomba guru; 3. zai hombe; 4. bango refu; 5. ndebvu refu

* * *

Tatenda Ganyawu, Grade 6, Tasungana Primary School, Kwekwe – 1. matema; 2. guru; 3. hombe; 4. refu; 5. refu

* * *

Takunda Tsuro Chinhere, Hurungwe – 1. matema; 2. guru; 3. hombe; 4. refu; 5. ndefu

* * *

0735 128 955 – 1. matema; 2. guru; 3. hombe; 4. refu; 5. refu

* * *

Princess, Chi-town – Zita rekuti mwanda rinoreva svumbu kana dzumbu rehuswa.

* * *

Princess Musindo, Kuwadzana 2 Primary School – 1. mago matema; 2. gomba guru; 3. zai hombe; 4. bango refu; 5. ndebvu refu

* * *

Tracy Chikaponya, Tomlinson Depot Primary School, Harare – 1. matema; 2. guru; 3. hombe; 4. refu; 5. ndefu

* * *

Tariro Chikaponya, Tomlinson Depot Primary School, Harare – 1. matema; 2. guru; 3. hombe; 4. refu; 5. refu

* * *

Tatenda Manyore, 2D, Secret Heart Primary School, Mutare – 1. dema; 2. guru; 3. hombe; 4. refu; 5. ndefu

* * *

Ruth Kanyai – 1. mwanda wehuswa; 2. dzumbu rehuswa

* * *

Memory Munhumutema, Grade 7, Gilstone Primary School – 1. matema; 2, guru; 3. hombe; 4. refu; 5. refu

* * *

Blessing Samuel, Domboshava – 1. dema; 2. guru; 3. hombe; 4. refu; 5. ndefu

* * *

Mailreen, Bluerock – 1. matema; 2. guru; 3. hombe; 4. refu; 5. ndefu

* * *

0714 966 416 – 1. matema; 2. guru; 3. hombe; 4. refu; 5. refu

* * *

Getrude Mutonhodza, Royal Comfort Christian Day Care – Mwanda ndeweuswa.

* * *

Taonga Adrian Mutonhodza, Braeside School – 1. mago matema; 2. gomba guru; 3. zai hombe; 4. bango refu; 5. ndebvu refu

* * *

Alice Mushore, Stoneridge Primary, Harare – 1. matema; 2. guru; 3. hombe; 4. refu; 5. refu

* * *

Gilbert Kachidza, Mt Pleasant, Harare – 1. mago matema; 2. gamba guru; 3. zai hombe; 4. bango refu; 5. ndebvu refu

* * *

Knowledge Mangami, Kuwadzana 7, Harare – Mwanda zvinoreva kuti svumbu kana kuti dzumu remarara kana dzumbu revanhu.

* * *

Viola Nyamhondoro, Mabvuku, Hre – 1. mago matema; 2. gomba guru; 3. zai hombe; 4. bango refu; 5. ndebvu refu

* * *

Gracious Manyika, Form 3, Rusape – 1. hadzi; 2. gadzi; 3. refu; 4. guru; 5. dema

* * *

Tatenda Ganyawu, Grade 6, Tasungana Primary School, Kwekwe – 1. matema; 2. guru; 3. hombe; 4. refu; 5. refu

ZVEKUITA:

Tipe sungawirirano inoenderana nezita riri kutsanangurwa nechipauro.

1. tsoko – tiki/diki

2. badza – zihombe/hombe

3. bhazi – guru/kuru

4. muti – murefu/urefu

5. gava – chena/jena

* * *

Onai mhinduro svondo rinouya.

. Tumira mhinduro panhare dzinoti 0714 200 007.

Share This:

Sponsored Links