Chishona chakanaka

27 Dec, 2019 - 00:12 0 Views

Kwayedza

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke.

Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti: [email protected] <mailto:[email protected]> kana [email protected] <mailto:[email protected]>. Taura zita rako rizere, chikoro chako, giredhi, nenzvimbo inowanikwa chikoro chako. * * *

MHINDURO DZESVONDO RAPERA: Tipe vana vemhuka idzi:

1. Mwana wehuku anonzi . . . (nhiyo/hukwana)

2. Mwana wemombe isina nyanga anonzi . . . (mhuru)

3. Mwana wenjiva anonzi . . . (ny’ana/nyana)

4. Mwana wenyati anonzi . . . (mhuru) 5. Mwana wegarwe anonzi . . . (ganyamatope) * *

* ZVAKABVA KUVAVERENGI: Tinodiwanashe Jerome Masikati, Grade 3, Avondale Primary School, Avondale, Harare – 1. nhiyo; 2. mhuru; 3. nyana; 4. mhuru; 5. ganyamatope * * * Sally Marowa Shangurai – Chinono chine ngwe bere rakadya richifamba. * * * Fadzai Mangena, Grade 4, Nyatsambo Primary School, Mhondoro Ngezi, 0771 987 810 – 1. nhiyo; 2. mhuru; 3. nyana; 4. mhuru; 5. ganyamatope * * * Liberty Zhou, Gazaland, Highfield, Harare – Mberengera imbavha yenguva. * * * Pfachapfacha Claudia, Karoi – 1. nhiyo; 2. mhuru; 3. nyana; 4. mhuru; 5. ganyamatope * * * Jonathan Chonyera, Plot 70 Ruanda Farm, Chegutu – 1. pfuko; 2. mapfiwa; 3. chiro; 4. chimbuzi; 5. mbezo 0775 899 355 – 1. pfuko; 2. mapfihwa; 3. chiro; 4. chimbuzi; 5. mbezo. * * * Nyarai Rwodzi, Waterfalls – 1. nhiyo/chitiyo; 2. mhuru; 3. nyana; 4. mhuru; 5. ganyamatope. * * * Charmaine Elioti – 1. nhiyo; 2. mhuru; 3. nyana; 4. mhuru; 5. ganyamatope * * * 0782 823 828 – 1. nhiyo; 2. mhuru; 3. nyana; 4. mhuru; 5. ganyamatope * * * Malvin Kabvunye, Chinhoyi – 1. nhiyo; 2. mhuru; 3. nyana; 4. mhuru; 5. ganyamatope * * * Maphios Gombngwe – 1. nhiyo; 2. mhuru; 3. nyana; 4. mhuru; 5. garwana * * * Roreen Jasi, Mt Darwin – Chinono chine ingwe bere rakadya richifamba. * * * Vetty Nyikadzino, Mabvuku – 1. nhiyo; 2. mhuru; 3. bipwi; 4. mhuru; 5. ganyamatope * * * Dr Pendane Gadema, Kandege, Chegutu – 1. nhiyo; 2. mhuri; 3. nyana; 4. mhuri; 5. ganyamatope * * * Kundai Bvuma, Grade 3, Mundenda School, Mutare – 1. huku; 2. juma; 3. nyana; 4. garwe * * * ZVEKUITA: Tipe mazwi anopesana neaya: 1. kwira – 2. vhura – 3. sunga – 4. batidza – 5. simudza – * * * Onai mhinduro svondo rinouya.

Share This:

Sponsored Links