Kwayedza
* * *VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti: [email protected] <mailto:[email protected]. Taura zita rako rizere, chikoro chako, giredhi, nenzvimbo inowanikwa chikoro chako.
MHINDURO DZESVONDO RAPERA:
Tipe mazwi anoreva zvinopesana neaya:
- nhema — chena
- dema — jena
- shoma — zhinji
- tapira — vava
- gobvu — dete
* * *
ZVAKABVA KUVAVERENGI:
Tinodiwanashe Jerome Masikati, Giredi 3, Avondale Primary School, Avondale – 1. chokwadi; 2. chena; 3. zhinji; 4. vava; 5. nhete.
* * *
Cde Charles Chimurenga, Mutare, Hob House – Nhumbu kana kuti pamuviri.
* * *
Trevor Mutero, Ascot, Gweru – 1. chena; 2. jena; 3. zhinji; 4. vava; 5. dete.
* * *
VaPfachapfacha Claudia, Karoi, 0783 132 018 – 1. chena; 2. jena; 3. zhinji; 4. vava; 5. tete.
* * *
0772 410 573 – 1. chena; 2. jena; 3. zvinji; 4. vaviri; 5. dete.
* * *
Memory Mugova, Kambarami, Murewa, 0782 405 756 – 1. mononora; 2. muka; 3. kwira; 4. dzika; 5. diki; or nhete.
* * *
Tinashe Tumba, Connemara Sec School – 1. chokwadi; 2. chena; 3. zhinji; 4. vava; 5. dete.
* * *
Anold Hworera, Chipinge – Mwana wembeva anonzi mbevana.
* * *
0785 080 376 – Rimwe zita rakafanana nerekuti mimba ndipamuviri.
* * *
Tadiswanashe Hungwe – 1. chena; 2. jena; 3. zhinji; 4. vava; 5. dete.
* * *
Memory Munhumutema – 1. chena; 2. jena; 3. zhinji; 4. vava; 5. dete.
* * *
Madamombe Tanatswa, Vengere High, F4, Rusape – 1. chokwadi; 2. potsa; 3. zhinji; 4. vava; 5. dete.
* * *
Ratidzai Munhumutema, Gilstone Farm – 1. kurungira; 2. svinura; 3. kwira; 4. mhara; 5. diki/doko/duku.
* * *
Changadzo Edwine J, Manda Primary, Tikitiki, Rusape – Mwana wembeva anonzi chigwi.
* * *
Chikwanha, Murambinda – 1. nhema/chokwadi (chena); 2. dema/kundikana (jena);
- shoma/zhinji; 4. tapira/vava; 5. gobvu/dete; 6. mbizi/dhongi hachi.
* * *
David Chakadenga, Grade 4A, Mugabe Primary School PO Box 621, Murewa – 1. chokwadi; 2. jena; 3. zvizhinji; 4. vava; 5. dete.
* * *
Ruth Colline Pendane, Gadzema, Kandege, Chegutu – 1. chokwadi; 2. Jena; 3. zhinji; 4. vava; 5. nhete.
* * *
David Chakadenga, Grade 4A, Mugabe Primary School PO Box 621, Murewa – Mwana wembeva anonzi manditeya.
* * *
ZVEKUITA:
Tipe mazwi anopesana neaya:
- murume –
- murefu –
- hobvu –
- kure –
- pisa –
* * *
Onai mhinduro svondo rinouya.
l Tumira mhinduro panhare dzinoti 0714 200 007.