Chishona chakanaka

24 Jan, 2020 - 00:01 0 Views

Kwayedza

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti: [email protected] kana [email protected] Taura zita rako rizere, chikoro chako, giredhi, nenzvimbo inowanikwa chikoro chako.
* * *
MHINDURO DZESVONDO RAPERA:
Tipe mazwi anopesana neaya:
1. murume – mukadzi
2. murefu – mupfupi
3. hobvu – nhete
4. kure – pedyo/pedo
5. pisa – tonhora
* * *
ZVAKABVA KUVAVERENGI:
Ruwarashe Kangwende, Grade 5, 3 Brigade Primary School, Mutare – 1. mukadzi; 2. mupfupi; 3. nhete; 4. pedyo; 5. tonhora.
* * *
Takudzwa Lifa, Chikanga Primary School, Mutare – 1. mukadzi; 2. mupfupi; 3. nhete; 4. pedyo; 5. tonhora.
* * *
Macaulay Tizwi, Grade 4B, Avonela Primary – 1. mukadzi; 2. mupfupi; 3. nhete; 4. pedyo; 5. tonhora.
* * *
Ruth Colline Pendane, Gadzema, Kandege, Chegutu – 1. mukadzi; 2. murefu; 3. Nhete; 4. Pedyo; 5. tonhora.
* * *
Onisimas Marufu Muchineyi, Ngundu, Buhera – 1. mukadzi; 2. mupfupi; 3. nhete; 4. pedo; 5. tonhora.
* * *
David Chakadenga, Grade 5, Mugabe Primary School PO Box 621, Murehwa – Kubvinina.
* * *
Tafadzwa Shylet Dhliwayo, Hobhouse, Mutare, 0783 622 743 – 1. mukadzi; 2. mupfupi; 3. nhete; 4. pedyo; 5. tonhora.
* * *
Mhamha vaTatenda Proper Mushoni, Chi-town – Rimwe izwi rinoreva kusinina kudzinhira.
* * *
Chikwanha, Murambinda – 1. kusinina/kunyukira; 2. murume/mukadzi; 3. murefu/mupfupi; 3. hobvu/dete; 4. kure/pedo; 5. pisa/tonhora
* * *
David Chakadenga, Grade 5, Mugabe Primary School PO Box 621, Murehwa – 1. mukadzi; 2. mupfupi; 3. nhete; 4. padyo; 5. dzimura.
* * *
Rosemary Chidavanyika – Kusinina – kudzimina.
* * *
Mike Chaluma, Giredhi 6 – 1. mukadzi; 2. mupfupi; 3. tete; 4. pedyo/padyo; 5. tonhora.
* * *
Magakooshla, Shurugwi, Shurugwi – nhinga – muhla.
* * *
ZVEKUITA:
Tipe mazwi anopesana neaya:
1. pamusoro –
2. mukati –
3. ipa –
4. rima –
5. turika –
* * *
Onai mhinduro svondo rinouya.
. Tumira mhinduro panhare dzinoti 0714 200 007.

Share This:

Sponsored Links