Fembera-fembera tione!

12 Oct, 2018 - 00:10 0 Views
Fembera-fembera tione!

Kwayedza

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudzei kuti muimbi uyu – uyo aive nemukurumbira mumusambo weMbira asi ava mushakabvu uye akazofa mushure mekunge ambopika jeri zvichitevera kubatwa kwakaitwa nemhosva yekutsotsa mumwe mudzimai apo akamuti aida mari yekuunza njuzu kubva kunze kwenyika kuitira kuti amubatsire padambudziko rake rekubirwa motokari – ndiani.
Musapfuurwe neKwayedza resvondo rinouya kuti mugoziva muimbi uyu.
Tumirai mhinduro panhamba dzinoti 0714 200 007.

Share This:

Sponsored Links