Fembera-Fembera Tione!

19 Oct, 2018 - 00:10 0 Views
Fembera-Fembera Tione!

Kwayedza

VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti muimbi watakaburitsa papeji rino – uyo aive nemukurumbira mumusambo wembira asi ava mushakabvu uye akazofa mushure mekunge ambopika jeri zvichitevera kubatwa kwaakaitwa nemhosva yekutsotsa mumwe mudzimai apo akamuti aida mari yekuunza njuzu kubva kunze kwenyika kuitira kuti amubatsire padambudziko rake rekubirwa motokari – ndiani.
Mhinduro ndeinoti EDINA “MBUYA MADHUVE” CHIZEMA.
Hedzinoi mhinduro dzakabva kuvamwe vaverengi:
Mbuya Madhuve – Michael Muzembi, Masvingo.
Edina Mbuya Madhuve – Buju, Chitamba Farm paGan’a.
Mbuya Madhuve – Mawire, Cold Comfort, Harare.
Mbuya Madhuve – Ranga, Mbare, 0785 108 907.
Mbuya Ma Dube – R. Humbasha Mukanya, Unit M, Chitungwiza.
Beula Madyoko – Mathias Tereka, Benson Mine, Mudzi, Mutoko.
Beura Madyoko – Massegy Nyamakamba Katuri, Benson Mine, Mudzi, Mutoko.
Mbuya Madhuve – Peter Gonzo, Western Triangle, Highfield.
Edna Chizema – Tedious Mafusire, Harare.
Stella Chiweshe – Farayi Mujuru, St Bedes Dewedzo Ward 14, Makoni South.
Mbuya Maduwe – Kudakwashe Makanjera, Chitungwiza.
Ambuya Maduwe – F. Machisa, Kasuwo, Mbire.
Mbuya Madhuve – Pfachapfacha, Karoi, 0783 132 018.
Mbuya Madhuve – Tiyange Chimbizi, Mapunga, Bindura.
Mbuya Madhuve Eddner Nyazema – 0772 609 143.
Mbuya Madhuve – 0734 434 171.
Mbuya Madhuwe – Mai Tino, Hopley.
Mbuya Madhuwe – 0782 294 861.
Mbuya Madhuve Beulla Dyoko – 0774 754 162.
Mbuya Biyula Jwoko – Blessing Choto.
Mbuya Madhuve – Juanita Frank, Chinhoyi.
Edna Chizema – 0772 441 838.
Ambuya Stella Chiweshe – 0782 937 149.
Mbuya Madhuve – Noah Mugobo, Ruwa.
Ambuya Madhuve – 0783 208 105.
Mbuya Beuler Mukoko – Antony Bango, Retreat, Waterfalls.
Mbuya Madhuve – Abuza, Manyame.
Mbuya Madube – 0778 514 951.
Mbuya Madhuwe – Nyadawa Padenje, Uzumba.
Mbuya Madhuwe – Dickson, Breaside.
Mbuya Madhuve – Michael Muzembi, Masvingo.
Mbuya Madhuwe – 0778 982 125.
Mbuya Maduve – 0771 114 097.
Mbuya Madhuve – D. Marowa, Glendale, Mazowe.
Mbuya Madhuve – Blessing Maponga, Chinhoyi.
Mbuya Madhuve – Joe, Hatcliffe 2 High School.
Mbuya Maduve – Mai Phiri, Glendale.
Mbuya Madhuwe Edna Chizema – 0713 217 991.
Edna Chizema – 0772 501 417.
Mbuya Madhuve – R. Makwende, Mutare.
Mbuya Madhuwe Stella Chiweshe – 0713 659 388.
Mbuya Madhuve – 0779 518 977.
Mbuya Madhuve – Wasper Katiyo.
Mbuya Madhuve – Mbuya Tadiwa 2192 Egypt, Highfield.
Mbuya Madhuwe – Tadiwa Mushaninga, Lusaka, Highfield.
Mbuya Madhuwe – Tinotenda Chimonyo, Nyanga.
Edinah Magura, Mbuya Madube – 0775 692 759.
Stella Chiweshe – 0778 181 279.
Mbuya Madhuve – 0733 897 573.
Ambuya Madhuve – 0774 684 371.
Mbuya Madhuve – 0775 772 867.
Stella Chiweshe – Murairwa, Epworth.
Mbuya Madhuve – 0772 609 010.
Mbuya Madhuwe – Sibanda Edmore, Yasila, Chinwanzou Primary School.
Mbuya Madhuve (Stella Chiweshe) – Hardlife Guwa, Westlea, Harare.
Mbuya Beuler Mukoko – Antny Bango, Retreat, Waterfalls.
Mbuya Madhuve – Kemmywell Muzhange.
Stella Chiweshe – Tanya, kuTafara.
Mbuya Madhuwe – C.C, Mvurwi.
Mbuya Stella Chiweshe – Ronald R. Simiyawo (Simms), Southlea Park.
Mbuya Madhuve – Cathrene Sipho Murevesi, Turf, Mhondoro-Ngezi.
Gogo Madhuve – Mai James, Goromonzi.
Mbuya Madhuwe – Mai Munya Chingoma, Chipfunde School, Chigubu Village, Uzumba.
Mbuya Madhuwe – Mandira & sons, Marie Phillip, Mabvuku, 0773 852 683.
Mbuya Madhuwe – 0779 001 215.
Mbuya Maduwe – Tichaona Mungate.
Mbuya Maduve – Tindo, Norton.

Share This:

Sponsored Links