Fembera Fembera Tione!

21 Aug, 2014 - 09:08 0 Views
Fembera Fembera Tione!

Kwayedza

1908-3-1-IMG_9641VAVERENGI, femberai tinone, kuti munhu uyu, uyo anova muimbi ane mbiri ndiani. Vaverengi vekutanga vashanu vachakwanisa kufembera vachawana maCD emuimbi uyu kuchiti vamwezve vashanu vachapinda mushoo yake yemunaGunyana pachena.

Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti: +263 714 200 007.

Musapfuurwe neKwayedza resvondo rinouya kuti muzive kuti shasha iyi ndiani.

Share This:

Sponsored Links