Fembera-Fembera Tione!

07 Dec, 2018 - 00:12 0 Views
Fembera-Fembera Tione!

Kwayedza

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti muimbi uyu — uyo anove mushakabvu aive nemukurumbira mukuru munyika ino mumusambo weSungura ane nziyo dzichiri kufarirwa neveruzhinji kusvikira nanhasi uno uye kumusha aiva kwaChivi, kuMasvingo – ndiani. Musapfuurwe neKwayedza renyu resvondo rinouya kuti mugoziva muimbi uyu. Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Share This:

Sponsored Links