Fembera-Fembera Tione!

28 Dec, 2018 - 00:12 0 Views
Fembera-Fembera Tione!

Kwayedza

VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti muimbi watakaburitsa papeji rino – uyo ane mukurumbira munyika muno nekunze uye ari munyori wenziyo pamwe nemutambi wemadhirama uye akatanga kuita mbiri mugore ra2004 mushure mekumirira Zimbabwe mumakwikwi eM-NET Reality Musical shoo – ndiani.

Mhinduro ndeinoti KUDZAI SEVENZO.

Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakabva kuvamwe vaverengi:

Kudzai Sevenzo – 0776 351 240.

Amara Brown – Mabhena Special, Dora Dombo, Mutare.

Leonard Musoro Wenyoka Dembo – 0734 960 146.

Kudzai Sevenzo – 0777 430 393.

Kudzai Sevenzo – Antofagastus Makowero, Hopley.

Pal Chihera – 0779 766 101.

Amara Brown – Gilbert Kachidza, Kapotesa School, Mudzi, 0735 354 061.

Seuma Mutukudzi – 0784 497 911.

Fungisai Zvakavapano Mashavave – Michael Muzembi, Masvingo.

Fungisai Mashavave Zvakavapano – 0719 857 404.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey