Fembera Fembera Tione!

26 Apr, 2019 - 00:04 0 Views
Fembera Fembera Tione!

Kwayedza

VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti muimbi watakaburitsa papeji rino – uyo anova chizvarwa chemuZimbabwe asi achiita zvemabhizimisi kunyika yeUnited Kingdom, arizve mudzimai wemumwe muimbi uye achangobva kusununguka mwana asi aimbove akaroorana nemumwezve muimbi ane mukurumbira munyika muno – ndiani.

Mhinduro ndeinoti OLINDA NYARADZO CHAPEL uyo anove mudzimai waNyabulo “Tytan” Mayibongwe Nkomo uye aimbove akaroorana naDesmond “Stunner” Chideme.

Hedzinoi mhinduro dzakabva kune vamwe vaverengi:

NdiBevi – 0775 808 210.

Olinda – 0783 580 849.

Orlinda Chapel/Orlinda Tytan Mpofu – Confidence Muchanyu, Manyame Park.

Olinda Chapel – Gilbert, Murewa.

Moira Nite – JB Chikoz, Southlea Park.

Share This:

Sponsored Links