Fembera Fembera Tione!

24 May, 2019 - 00:05 0 Views
Fembera Fembera Tione!

Kwayedza

VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti munhu watakaburitsa papeji rino – uyo akaita mukurumbira makore adarika mudhirama Studio 263, anoita zvemafirimu, akambozama kuita zvemimhanzi ndokubura kambo kanonzi “The One” uye pari zvino ari kugara kuSouth Africa – ndiani.

Mhinduro ndeinoti ANNE NHIRA.

Hedzinoi mhinduro dzakabva kune vamwe vaverengi:

Anne Nhira – Tawanda.

Anne Nhira – 0712 086 704.

Vimbai – Michael Muzembi, Masvingo.

Tinotena Katsande – Rion, Harare.

Joyce Huni – Mai Lee, Hopley.

Anne Nhire – 0774 867 131.

Tinopona Katsande – Maxwell Munemo, Harare.

Vimbai – 0772 497 008.

Share This:

Sponsored Links