Fembera-Fembera Tione!

06 Sep, 2019 - 00:09 0 Views
Fembera-Fembera Tione!

Kwayedza

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti muimbi uyu — uyo ane mukurumbira mumusambo wechitendero munyika muno nekunze uye akagara kuUnited Kingdom (UK) kwemakore anodarika 10 ndokuzodzoka muZimbabwe nguva pfupi yadarika zvekare akabura dambarefu rake rekutanga rinonzi Mufudzi Wangu mugore ra1993 — ndiani.

Musapfuurwe neKwayedza resvondo rinouya kuti mugoziva muimbi uyu.

Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>