Fembera-Fembera Tione!

08 Nov, 2019 - 00:11 0 Views
Fembera-Fembera Tione! Romeo Gasa

Kwayedza

VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti muimbi watakaburitsa papeji rino — uyo ane mukurumbira mumusambo weSungura munyika muno uye ari kutarisirwa kubura dambarefu rake idzva rinonzi “Tamba Iri-kurira” — ndiani?
Mhinduro ndeinoti ROMEO GASA.
Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakabva kune vamwe vaverengi:
Romeo Gasa — Willard Mazarura.
Tatenda Pinjisi — Nyadawa Padenje, Uzumba.
Romeo Gasa — Baba Maxwell, Mutoko.
Romio Gasa — Lamion Chauta, Chiko, Ushewekunze, Harare.
Romeo Gasa — Ziko Besa.
Ronio Gaza — Max Munemo, Harare.
Romeo Gasa — Bryn Zanga, Mutare.
Romio Gasa — 0774 181 270.
Romeo Gasa — S. Mhlanga.

Share This:

Sponsored Links