Kwayedza
Vaverengi, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti muimbi uyu — uyo ane mukurumbira mumusambo weHip-Hop uye anozviti ane mari yakawanda zvikuru zvekare akaimba kambo kanonzi Ndaita Mari — ndiani?
Musapfuurwe neKwayedza resvondo rin- ouya kuti mugoziva muimbi uyu.
Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.