Fembera-Fembera Tione!

20 Mar, 2020 - 00:03 0 Views
Fembera-Fembera Tione!

Kwayedza

VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti muimbi watakaburitsa papeji rino — uyo ane mukurumbira mumusambo weHip-Hop uye anozviti ane mari yakawanda zvikuru zvekare akaimba kambo kanonzi Ndaita Mari — ndiani.

Mhinduro ndeinoti MUDIWA “HOOD” MTANDWA.

Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakabva kuvamwe vaverengi:

Mudiwa — Edelyn Chims, Norton.

Stunner — Mhanduwe, Kadoma.

Stana — Max Munemo, Harare.

Mudiwa — 0782 413 644.

Mudiwahood — 0732 131 675.

Mudiwa Hood — Admire Mushanguri, Mt Hampden.

“Maskiri” — Dady vaP Mushoni, Chi-town.

Mudiwa Hood — 0772 971 947.

Stunner — Nyasha Fuzani, Mt Hampden.

NdiStuner — Mai Rasta pa4385 Peter Grout, Karoi.

Stunner — Tafadzwa Zinyoro, Kadoma.

NdiStunner — 0718 333 957.

NdiMudiwa — Promise “Proda chiextra teraion “ Murumbi, Area 51, Solomio.

Stunner — Reckon Gwabuya.

Desmond (Stunner) Chideme — Nzoudzashe, Mfombi.

Mudiwa — Passmore Njanji.

Starner — 0774 720 251, Rinos Zharengi, Stoneridge Waterfalls, Harare.

Stanner — 0716 502 215.

Mudiwa — Mark Kambuzuma, Glen Norah A, Harare.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey