Fembera Fembera Tione!

05 Dec, 2014 - 09:12 0 Views
Fembera  Fembera Tione!

Kwayedza

VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti muimbi wakataburitsa papeji rino, uyo ane mukurumbira mumusambo weZim dancehall ndiani.
Mhinduro chaiyo ndeinoti EMPRESS SHELLY.

Pavarengi vakatumira mhinduro dzavo hapana kana mumwe chete akakwanisa kugona kuti muimbi uyu ndiani.

Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakatumirwa nevamwe vaverengi:

NdiTokie Vibes. – 0778 983 509.
* * *
NdiNinja Lips. – 0779 121 780.
* * *
NdiLips. – 0782 689 953.
* * *
Muimbi uyu ndiPah Chihere. – Anesu Ziso, Gutu.
* * *
Muimbi uyu ndiLady B. – Fungai Makopa, Glen Norah, Harare.
* * *
Ladyspander ndiye ane mukurumbira. – Daniel Mashoko.
* * *

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey