Fembera Fembera tione

26 Jun, 2014 - 16:06 0 Views
Fembera Fembera tione

Kwayedza

femberaVAVERENGI svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti munhu wakataburitsa papeji rino ndiani. Takati munhu uyu muimbi ane mukurumbira. Pamusoro pezvo takati zvakare vaverengi gumi vekutanga vachatumira mhinduro dzavo uye vakagona kuti muimbi uyu ndiani vachazviwanira maCD edambarefu idzva remuimbu uyu.

Mhinduro chaiyo ndeinoti CYNTHIA MARE.
Hevanoi vaverengi vasere pagumi vekutanga vakazviwanira mibairo mushure mekunge vagona kufembera kuti muimbi uyu ndiani:

Muimbi uyu ndiCynthia Mare. – 0773 953 774.
* * *
Muimbi uyu anonzi Cynthia Mare. – 0773 239 727
* * *
NdiCynthia Mare ari pafembera-fembera muKwayedza. – 0773 415 607.
* * *
Uyu ndiCynthia Mare. – 0783 516 500.
* * *
Muimbi ari muKwayedza ndiCynthia Mare. – Isabel chinodakufa, 0773 201 130.
* * *
Muimbi uyu ndiCynthia Mare. – 0734 216 475.
* * *
Cynthia Mare. – 0714 518 120.
* * *
NdiCynthia Mare. – 0774 211 869.
* * *
Muimbi uyu ndiCindy Munyavi. – 0778 488 164.
* * *
Muimbi uyu ndiAmai Olivia Charamba. – Plazedes Muchada. Matapi Flats, Mbare.
* * *
Muimbi uyu anonzi Bounty Lisa. – Kenias Ururu, Glen View.
* * *
Mai Charamba. – 0774 373 008.
* * *
Muimbi uyu ndiFungisai Zvakavapano-Mashavave. – Previous Munemo.
* * *
Muimbi ari pafembera-fembera ndiBethen Pasinawako-Ngondo. – Lovemore Kashawo, Kuwadzana, Harare.
* * *
Muimbi uyu ndiMercy Mutsvene. – Ronald Simiyawo.
* * *
Diana Samukange. – 0773 018 588.
* * *
Rumbi Zvirikuzhe ndiye muimbi ari muKwayedza. – Patience Chiwande.
* * *
Muimbi uyu ndiMai Charamba. – 0736 820 079.
* * *
Lady Squanda. – Richard Mukwedzi, Harare.
* * *
Muimbi ari pafembera-fembera ndiMai Shingisai Suluma. – Lovemore Kashawo, Harare.
* * *
Muimbi uyu ndiShingisai Siluma. – 0777 953 213.
* * *
Fungasai. – 0773 851 269.
* * *
Muimbi uyu ndiAgatha Murudzwa. – 0713 313 627.
* * *
Muimbi uyu ndiMercy Mutsvene. – Saymore Makove, Musume, Mberengwa.
* * *
Munhu uyu ndiMai Charamba kana kuti Fungisai chete. Zviri sei-sei? – Dickson Chawana, Nyamapanda.

Vakahwinha maCD vanokumbirwa kuti vauye kumahofisi eKwayedza paHerald House, muHarare nemusi weChipiri 1 Chukunguru nenguva dza11 mangwanani kuzotora mibairo yavo.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>