Fembera-Fembera Tione!

20 Jul, 2018 - 00:07 0 Views
Fembera-Fembera Tione!

Kwayedza

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti muimbi uyu — uyo ane mukurumbira mumusambo weAfro-fusion munyika muno nekunze uye aimbova nhengo yechikwata cheIllanga — ndiani.Musadarikwe neKwayedza resvondo rinouya kuti muzive muimbi uyu.
Tumirai mhinduro dzenyu panhare dzinoti 0714 200 007.

Share This:

Sponsored Links