Fembera-Fembera Tione!

10 Aug, 2018 - 00:08 0 Views
Fembera-Fembera Tione!

Kwayedza

VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti munhu – uyo watakaburitsa papeji rino anove mudetembi mukuru (poet) zvakare ari munyori wenziyo pamwe nemabhuku – ndiani.

Mhinduro ndeinoti CHIRIKURE CHIRIKURE.

Vaverengi vakaomerwa zvokuti vakatadza kana kutumira wavanofungira kuti ndiye aiva pamufananidzo uyu.

Hedzinoi mhinduro mbiri dzakatumirwa nevamwe vaverengi.

NdiWink D Ninjer President – A.C.K, Harare.

Chirikure Chirikure – 0774 145 489.

 

Vaverengi vaviri ava, akagona neakatadza, svikai kumahofisi eKwayedza ari paHerald House, muHarare, nemusi weChishanu muzotora mibairo yenyu.

 

Share This:

Sponsored Links