Gomo oparura madambarefu maviri

30 Nov, 2022 - 11:11 0 Views
Gomo oparura madambarefu maviri Blessing 'Muroti' Gomo

Kwayedza

PREMIUM

Abel Ndooka

MUIMBI Blessing “Muroti” Gomo – anoti apedza gadziriro dzake uye amirira kuparura madambarefu maviri mwedzi unotevera muguta reHarare.

Madambarefu maviri aya anoti rechitendero rinonzi Delayed Match nerechipiri rinonzi Mugodhi Netsime reSungura.

Anotevera mamwe matatu ayo akaparura mugore ra2020 anoti Delete rechitendero, Mukombe Wezodzo reSungura uye Check My Records reJazz.

Muroti anoti vatsigiri vake vange vanzwa nenyota vachimirira mhanzi yake itsva izvo zvakamutuma kutsikisa madambarefu maviri aya.

“Pandakapedzisira kuparura mhanzi yangu mugore ra2020, ndakaburitsa madambarefu matatu ayo akagamuchirwa zvikuru nevatsigiri vangu. Saka ndinovimba kuti makore maviri adarika, vatsigiri vange vane zvekuterera uye ini zvandipawo nguva yekushanda nesimba kubik...

Please subscribe to view this content.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>