Kwayedza

HATIDYE MABHONZO: MUROYI

Mollet Manzinde

Kingstone Mapupu

MUDZIMAI wechidiki anogara kwaMurehwa ari kudura kuti  muroyi wemakoko uye kuti kana vachidya munhu, vanosarudza munyepfu bedzi vachisiya mabhonzo.

Mudzimai ane makore 22 ekuzvarwa uyu anorondedzera zvavanoita nechikwata chake chevanhurume nevanhukadzi pakuroya, kuvhura makuva nekuzodya nyama yevanhu vakafa.

. Onai nyaya iyi izere muKwayedza resvondo rino.