Kwayedza

Hatisi kuda vayenzi . . .

Chinyorwa ichi chakanamirwa pagedhi repamwe pamusha uri kuDomboshava senzira yekuyeuchidza vashanyi kuti varidzi vepamba apa varipo, asi havasi kutendera vanhu vanouyapo nekuda kwedambudziko reCoronavirus.

Veruzhinji vari kukurudzirwa kuti vambomira kushanyirana uye kuti vagare mudzimba serimwe rematanho ekurwisa kupararira kwechirwere chakatanga kuonekwa kunyika yeChina pakunopera kwegire ra2019 ichi