Imbonzwa nyama yemusoro wemombe ine dovi

06 Dec, 2022 - 16:12 0 Views
Imbonzwa nyama yemusoro wemombe ine dovi Nyama yemusoro wemombe

Kwayedza

PREMIUM

NYAMA yemusoro wemombe ine dovi kudya kunovaka muviri sezvo ichitipa mapuroteni akapamhidzirwa zvinoita kuti miviri yedu igare yakagwinya ichikwanisa kurwisa zvirwere.

Haidi kungobikwa nemafuta bedzi, asi zvinodawo kupota uchibika zvine musiyano kuti unyautse mukanwa.

Svondo rino Talent Chekero wekuZaka, kuMasvingo anotitsanangurira mamwe mabikirwo enyama iyi.

Zvinodiwa:

Chikari, chipunu, banga, nyama yemusoro wemombe yakaomeswa, munyu, mvura, matomatisi nedovi.

Mabikiro:

Gadza chikari pamoto woisa mvura makomichi mana.

Kana yave kufashaira, geza nyama, woicheka kuita zvidimbu wokanda.

Kwidibira zvombokwata kwemaawa maviri uchipindura-pindura nekupamhidzira mvura.

Isa dovi zv...

Please subscribe to view this content.

Share This:

Sponsored Links