Ini ndiri mukadzi ane makore 26 nemwana 1, ndiri mutsvuku, murefu uye ndakasimba . . .

09 Dec, 2016 - 00:12 0 Views

Kwayedza

NDIRI mukomana ane makore 29, ndinotsvaka musikana wokuroora ari pachokwadi asina chirwere ane makore 25 zvichidzika. Nhare yangu +27 844 593 602.
*********
Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore makore 32, HIV positive uye ndinotsvagawo murume ane makore 45 – 50 wekuchengetana naye. Kana akafirwa ari pamushonga seni. Anonamata andida ngaandibate pa0777 862 927.
*********
Ndiri murume ane makore 27 ndinotsvagawo mukadzi wekuroora ane makore 26 zvichidzika, ngaave asiri pachirongwa. Andida akasununguka kunyora sms otumira pa0778 217 135.
*********
Ini ndiri mukadzi ane makore 26 nemwana 1, ndiri mutsvuku, murefu uye ndakasimba. Ndinodawo murume ari pachokwadi ane makore 30 kusvika 40 anoda ini nemwana wangu. Ngaave anoda kuroora zviri pamutemo akamboroora ainewo mwana uye achishanda akashambidzika. Asi matsotsi musatambe nenguva yangu, vandifarira nhare yangu 0736 563 582. Ngaave ari HIV negative seni.
*********
Makazondishambadzawo here? Ndapota, ndiri mudzimai ane makore 30 uye ndiri HIV negative. Ndinotsvagawo chero murume ari HIV negative asina mudzimai. Nhare yangu 0777 926 276.
*********
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 30, ndinoshanda muHarare uye ndinotsvaga mukadzi wekuroora akasimba. Ari kuda zvemba ndibate pa0735 440 790.
*********
Ndiri mukadzi ane makore 34 nemwana 1, HIV+ uye ndinotsvagawo murume ane rudo ari pachokwadi. Ndinobatika pa0776 208 363.
*********
Makadii? Ini ndiri mudzimai ane makore 28 nemwana 2, ndinotsvagawo murume ari pachokwadi ane makore 30 kusvika 40 uye anogeza. Mapositori nevarume vevanhu nevari pamapiritsi kwete. Nhare yangu 0783 891 421.
*********
Makadini? Ini ndiri mudzimai ane makore 29 nevana 2, ndinotsvagawo murume akagezeka anotya Mwari uye ari kuda zvemba. Vakaroora ndapota musandifonere zvenyu, ngaave ane makore 30 kusvika 35. Ini handishande, ndakagara zvangu, anenge andida akasununguka kundifonera pa0776 787 366 totaura asi vekuMasvingo kwete musafone zvenyu.
*********
Ndiri murume ane makore 37, ndinotsvagawo mudzimai wekuroora ane makore 30 – 35. Ndinogara kumusha anoda anondibata pa0777 644 898, ndatenda hangu.
*********
Ndiri mukomana ane makore 25 ndinotsvagawo musikana ari pachokwadi ane makore 25 kusvika 32. Ari HIV negative, chero ane mwana ngaandibate pa0778 262 217. Ndinoshanda uye ndinogara kwaMutare.
*********
Makadini vagoni vebasa? Ndiri murume ane makore 37 ndinotsvagawo mukadzi wekuroora akanaka akavimbika ane rudo anoda kuenda kunotorwa ropa. Ndinoda ane makore anotangira 20 kusvika 30. Andida ngaabate pa0714 210 870.
*********
Makadini veKwayedza? Ini ndiri mukomana anotsvaka musikana wekuroora ane makore 20 zvichidzika kusvika pa18 chero ane mwana 1 asi ari munhu kwaye. lni ndine makore 21 uye ndinoshanda. Andida ngaandifonere pa0784 654 198 kana kutumira sms.
*********
Makadii veKwayedza? Ndiri musikana ane makore 20, HIV negative uye ndinotsvagawo murume ane makore 24 kusvika 30. Ndinoda anoshanda nekuti ini handishande, vanoda zvekutamba kwete. Ndinobatika pa0771 386 398.
*********
Makadini veKwayedza? Ndinotsvagawo musikana wekuroora ane makore 22 kusvika 28. Ini ndine makore 30, nhare yangu 0783 275 732.
*********
Ndiri mukadzi ane makore 23, ndine mwana mumwe uye ndinotsvagawo murume ane makore 30 zvichidzika. Ndinoda anoshanda anozokwanisa kundiendesa kuchikoro. Ini handina chirwere saka ndodawo asina. Ndinobatika pa0784 275 376
*********
Ndiri mukomana ane makore 27 okuberekwa, HIV positive uye ndinotsvagawo musikana ane makore 18 zvichikwira kusvika 30 chero ane mwana. Anenge andifarira ngaandibate pa0777 610 856.
*********
Makadii? Ndanzwa nekunyorera musingandishambadzewo. Ndiri mukomana ane makore 25 ndinotsvakawo musikana wekudanana naye ane makore 19-22. Ndinogara muHarare, nhare yangu 0783 212 630.
*********

Ndiri mukadzi ane makore 39 nevana vatatu, ndinodawo murume anoda zvemba. Ndinobatika pa0775 272 270.
*********
Makadii veKwayedza? Ini ndiri mudzimai ane makore 33 ekuberekwa. Ndine vana vatatu uye ndiri kutsvagawo murume anodawo zvemba ari pachokwadi zvakanyanyisa. Ndinoda ane makore 40 kusvika 50 chete. Munondibata pa0717 698 126 asi ngaave anoshandawo.
*********
Ndiri mukadzi ane makore 25, HIV negative uye ndinoenda kuchechi. Ndinoda murume ane makore 32 zvichidzika asina mukadzi ari HIV negative, anoda kunoongororwa ropa neni. Anotya Mwari asinganyepi anondida ngaandibate pa0784 912 931.
*********
VeKwayedza makadini zvenyu? Ndiri kutsvakawo mukadzi wekuroora anonamata ane makore 20 kusvika 25, ini ndine makore 38. Ndinogara muHarare uye ndinoshanda basa rekuvaka. Nhare yangu 0776 842 928.
*********
Makadii? Ndiri mukomana ane makore 23 ndinotsvakawo musikana akanaka ane makore 18 kusvika 22. Ndiri muHarare uye ndinoshanda. Andifarira ngaandibate pa0775 364 983.
*********
Makadiniko veKwayedza? Ndingafara mukaburitsawo shambadzo yangu nekuti ndanyorera kakawanda. Ndiri murume ane makore 26 okuberekwa nemwana 1, ndinotsvakawo mudzimai kana musikana ane makore 23 zvichidzika. Ari pachokwadi anoda zvekuvaka musha andifarirawo ngaandibate pa0774 036 486.
*********
Makadii? Ndiri mukomana ane makore 21, ndinoshanda pahotera uye ndinotsvaka musikana akanaka anogara kuMasvingo nokuti ndiko kwandinogara. Ndine mari yokumuchengeta, nhare yangu 0772 856 326.
*********
Makadii veKwayedza? Ini ndiri murume ane makore 29 nemwana 1, ndinotsvagawo mudzimai anoda zvemba ari pachokwadi nekuda imba. Ngaave anoshanda kana asingashande ane makore 20 kusvika 28 asingaudzirwe nguva yokugeza. Akasvikawo andifarira ngaandibate pa0717 650 055 asi vakadzi vevanhu kwete.
*********
Makadii veKwayedza? Ndiri musikana ane makore 20, ndinotsvagawo mukomana ave kuda zvekuroora ane makore 25 – 26. Nhare yangu 0738 363 422. Ndinoda vanogara muHarare chete uye handidi zvekupedzerwa nguva yangu ndapota.
*********
Ndiri mukoma ane makore 24 ndinodawo musikana akanaka ane makore 18-23. Ari pachokwadi ngaandibate pa0785 558 970.
*********
Ndiri mukomana ane makore 26 ndinotsvakawo musikana ane makore 22 – 26 ari pachokwadi nekuda zvekuvaka musha ari HIV negative. Anoda zvekumusha ngaandibate pa0717 571 328.
*********
Makadini veKwayedza? Ndiri murume ane makore 25 ndinotsvagawo musikana wekuroora ane makore 20 kusvika 22. Anoda ngaandibate pa0774 537 461. Makandishambadzawo ndingafare chose.
*********
Makadii? Ndiri musikana ane makore 20 ndinotsvagawo mukomana ane makore 20 – 24 anofarira kunamata anoshanda uye asina hasha. Ari pachokwadi ngaandibate pa0784 583 483.
*********
Makadii veTishamwaridzane? Ndiri mudzimai ane makore 24 nevana vaviri uye ndiri HIV negative. Ndiri muHarare, ndinoita mabasa emawoko. Ndinotsvagawo murume ari pachokwadi anodawo kuroora ane makore 31 kusvika 37. Ngaave anotya Mwari akazvipira kuongororwa ropa uye anokwanisa kuriritira mhuri. Andida ngaandibate pa0785 923 074.
*********
Makadii? Ndiri murume ane makore 46 ndinotsvaga mukadzi anoda zvemba ane makore 30 zvichidzika ane mwana 1 kana asina asiri pamushonga asi matsotsi musazvinetsa zvenyu. Anonamata kana anozoda zvekunamata ngaandibate pa0778 415 657.
*********
Makadii veKwayedza? Ndaneta nokunyorera kuchirongwa chino musingaburitsewo shambadzo yangu. Ndiri murume ane makore 34 nevana vaviri, ndinotsvagavo mukadzi ane vana vakewo. Ndinoda asiri pamushonga akazvipira kunoongororwa ropa uye anoda zvemba. Ndinogara muHarare, nhare yangu 0734 527 988.
*********
Makadii henyu? Ndiri mukomana ane makore 24 ndinotsvakawo musikana wokuroora ane makore 18 kusvika 22. Anondidawo anondibata pa0777 642 535 asi ngaave anonamata. Ndatenda hangu.
*********
Makadii veKwayedza? Ini ndiri mukadzi ane makore 26 ekuberekwa nevana 2, ndinotsvagawo murume ave kuda zvemba ane makore 35 – 50. Zvizhinji tozotaura asi varume vevanhu musafone ndapota nevanoda kutamba. Anenge andifarira ngaandibate pa0785 931 375.
*********
Ndiri mukomana ane makore 24, ndinoda mukadzi wekuroora ane makore 18-24. Anoda ngaandibate pa0718 532 604.
*********
Makadii veKwayedza? Ndine makore 26 nevana 2, ndinotsvakawo murume ane makore 30 zvichikwira. Ari pachokwadi andifarirawo anobata pa0773 750 831.
*********
Ndiri mukadzi ane makore 49 nemwana 1, HIV positive uye ndinodawo murume ane makore 50 zvichikwira. Ndine mwana 1, ndinodawo anoshanda. Nhare yangu 0777 830 528
*********
Ndiri mukadzi ane makore 29 nemwana 1 ndinotsvagawo murume wekuroorwa naye. Anoda ngaandibate pa0778 254 094.
*********

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey