Makudo opakura mapoto

29 Nov, 2022 - 14:11 0 Views
Makudo opakura mapoto Makudo anonzi amuka chibhebhenenga kwaMukarake, kwaMurehwa uko vagari veko vanoti havasisina rugare sezvo ari kuvatambudza nekupinda mudzimba achibata huku nekukudubura mapoto achitsvaga chikafu

Kwayedza

PREMIUM

Malven Mugadzikwa ari kwaMUREHWA

MAKUDO anonzi amuka chibhebhenenga kwaMukarakate, kwaMurehwa uko vagari veko vari kuti havasisina rugare sezvo mapfeni ari kuvatambudza nekupinda mudzimba achibata huku nekukudubura mapoto achiba chikafu.

Makudo aya anonzi arura kunzvimbo dzinosanganisira kwaSabhuku Kasirori, kuWard 17.

Kanzura veWard 17, VaJustice Matanhire, vanotsinhira nyaya iyi vachiti vashaiswa rugare nemakudo aya.

“Kugara nekugara tinoziva makudo achigara mugomo kudhuze nechiro chawo. Makudo haawanzoenda kure nekwaanorara. Asi zvino tave kushamisika kuti ave kupinda mudzimba, kuvhura madhoo evanhu achitora chikafu zvatisina kumbobvira takaona makore atagara muno.

“Huku dzapera uye anosarudza hombe chaidzo achibata achidya. Anokudubura mapoto pamoto chaipo zvinova zvava ku...

Please subscribe to view this content.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>