Kwayedza

MARARA POSE-POSE KWETE!

Chirongwa chino chakanangana nekuva neZimbabwe yakashambidzika, isina huchapa nezvirwere uye inoyevedza.
Ngatibatsiranei kushambadza nharaunda dzedu. Kuti izvi zvibudirire, tinokurudzira vaverengi kwamuri ikoko kuti mutitumire mifananidzo yose yemarara yamunoona, kana vanhu vari kurasira marara pasiripo. Tiudzei kuti ndekupi, Kwayedza yozvifumura nekuti itsika dzakashata! Tumirai mifananidzo panhare dzinoti: 0774 132 838 kana 0772 107 421.