Mari yebazi redzidzo yawedzerwa

04 Dec, 2022 - 13:12 0 Views
Mari yebazi redzidzo yawedzerwa

Kwayedza

PREMIUM

Nqobile Tshili

HURUMENDE yawedzera homwe yebazi redzidzo yepuraimari nesekondari apo iri kushanda zvakasimba mukusimudzira chikamu chefundo nechinangwa chekuti vadzidzi vanotambura vakwanise kupinda chikoro pachena gore rinouya.

Kutanga kwegore rino, Hurumende yakazivisa kuti ichapa dzidzo yepachena zvishoma nezvishoma maererano nezviri mubumbiro remutemo wenyika.

Gore rino, Hurumende yakabhadhara mari yechikoro yevadzidzi vanosvika 2 miriyoni vanotambura pasi pechirongwa cheBasic Education Assistance Module (BEAM).

Bazi redzidzo yepuraimari nesekondari rakawana homwe yakakurisa yemari pabhajeti regore rinouya inosvika $631,2 bhiriyoni kubva pamari ichashandiswa nenyika muna2023.

Mari iyi ichabatsira zvakare mukupinzwa kwematicha mabasa, kusimudzira zvivakwa uye kuwanisa vanasikana zv...

Please subscribe to view this content.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey