Matongorere ashaya

23 May, 2024 - 14:05 0 Views
Matongorere ashaya Nelson Matongorere

Kwayedza

Abel Ndooka

MURAIRIDZI wenhabvu ane mukurumbira – Nelson Matongorere – ashaya.

Matongorere, uyo ange ave nemakore 68 ekuberekwa,  akashaya manheru adarika mushure mekunge arwara kwekanguva.

Ange achishanda ari mutevedzeri wemurairidzi weCAPS United uye aimbove technical director kuZIFA.

Zvakawanda zviri kutevera.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey