MBUDZI APERA, CHIVANHU CHOITWA

01 Dec, 2022 - 14:12 0 Views
MBUDZI APERA, CHIVANHU CHOITWA Mambo Zimunya

Kwayedza

PREMIUM

Kingstone Mapupu

KUBVA pasichigare, mwedzi waMbudzi unozivikanwa nekuyera sezvo paine zvinhu zvakasiyana zvinonzi hazvifanirwe kuitwa zvichienderana netsika nemagariro evanhu vatema.

Zvimwe zvezvinonzi hazvifanirwe kuitwa munaMbudzi kuroorana, kurova makuva kana kutamba mapira.

Kwayedza inoita hurukuro nedzimwe nyanzvi dzezvechivanhu pamusoro pekuyera kwemwedzi waMbudzi.

Mambo Zimunya, VaKiben Bvirindi, vekwaMutare vanoti chimwe chisingaitwe munaMbudzi kugara matare emadzishe, emasabhuku kana emhondoro.

“Isu tinovhara matare edu panopera mwedzi waGumiguru tozovhura kumavambo aZvita. Muno mudunhu mangu, sabhuku wandinonzwa kuti atonga vanhu mumwedzi waMbudzi anoripa mombe nembudzi mbiri nejira rekupetera nyika,” vanodaro Mambo Zimunya.

VaChester Chasi Mhembere (71) vanova gurokota mudare raMambo Nyamweda kuMhondoro vanotsinhira mashoko aya vachiti zvierwa zvose zvemwedzi waMbudzi zvinofanirwa kutevedzwa pasina kutsaudzira...

Please subscribe to view this content.

Share This:

Sponsored Links