‘Mhirizhonga kuvakadzi bodo!’

01 Dec, 2022 - 14:12 0 Views
‘Mhirizhonga kuvakadzi bodo!’ Mai Charity Mandishona

Kwayedza

PREMIUM

Philipa Mukome-Chinhoyi

SANGANO reWomen’s Coalition of Zimbabwe (WCoZ) rinoti riri kushushikana zvakanyanya nekuwanda kuri kuita nyaya dzekushungurudzwa kwevanasikana, zvikuru zvine chekuita nebonde, uye vose vanobatwa nemhosa dzerudzi urwu vanofanirwa kurangwa zvakaomarara nemutemo.

Vachitaura pakuparurwa kwemazuva ekurwisa mhirizhonga kuvanhukadzi e16 Days Against Gender Based Violence, vice national chairperson weWCoZ, Mai Charity Mandishona, vanoti mhirizhonga yemudzimba inokanganisa raramo yakanaka yenharaunda.

Kucherechedzwa kwemazuva ekurwisa mhirizhonga kuvanhukadzi kwakatanga nemusi wa25 Mbudzi.

“Dingindira regore rino riri kukurudzira kuti ngatibataneyi mukupedza mirizhonga kuvanhukadzi. Tiri kukoka munhu wese kuti atsigire chirongwa ichi kuitira kuti kodzero dzevanhukadzi dzirege kumbunyikidzwa,” vanodaro.

Vanoti nyaya dzekushungurudzwa kwevanhukadzi nenzira dzakasiyana-siyana dziri kuwanda mazuva ano.

“T...

Please subscribe to view this content.

Share This:

Sponsored Links