Mitengo yezvirimwa kuMbare

14 Sep, 2022 - 16:09 0 Views
Mitengo yezvirimwa kuMbare Varimi vachitengesa zvirimwa kuMbare Musika muguta reHarare svondo rino.

Kwayedza

Malven Mugadzikwa

INOTEVERA mimwe yemitengo yezvirimwa nezvekurimisa iri kuMbare Musika pamwe nezvimwe zvitoro zviri muguta reHarare svondo rino.

Mbeu yechibage:
2kg chibage – $6 600. 00, $ 6 679. 00 ne$5 400. 00 zvichienderana nemhando yacho
5kg chibage – $13 365.00, $16 043. 00, $14 355. 00 ne$14 471. 00
10kg chibage – $25 740. 00, $27 720. 00, $31 050. 00, $28 710. 00, $28 864. 00, $29 205. 00, $26 577. 00 ne$27 000. 00
25kg chibage – $70 290. 00, $76 590. 00, $81 554. 00 ne$92 068. 00

Bhagidhi rechibage – kubva paUS$5 kusvika paUS$5.50
Bhagidhi remhunga – US$8
Bhagidhi rezviyo – US$20
Bhagidhi regorosi – kubva paUS$5 kusvika paUS$9
Bhagidhi remapfunde – US$6 kusvika paUS$8
Maranjisi chisaga – US$5 kana US$6
MaApples chisaga – US$8.50 kana US$9
MaApples bhokisi – kubva paUS$11 kusvika paUS$20
Madora gaba – kubva paUS$1 kusvika paUS$8 zvichienderana nekukura kwegaba
Mauyu gaba – kubva paUS$2 kusvika paUS$5 zvichienderana nekukura kwegaba
Mazai crate – US$2.50 kusvika paUS$4
Beans makapu matatu – US$1
Mhiripiri bhokisi – kubva paUS$8 kusvika paUS$10
Garlic chisaga – kubva paUS$30 kusvika paUS$40
Ginger/tsangamidzi – US$2 pa1kg
Mavise – kubva paUS$0.50c kusvika paUS$7 (rimwe chete)
Manhanga – kubva paUS$0.50c kusvika paUS$10 (rimwe chete)
Makabichi – kubva paUS$0.10c kusvika paUS$1
Mbatatisi chisaga – kubva paUS$3 kusvika paUS$10
Mbatatisi (murwi) – kubva paUS$0.50c kusvika paUS$2
Hanyanisi (murwi) – kubva paUS$0.30c kusvika paUS$1
Hanyanisi chisaga – US$5 kusvika paUS$10
Mupunga wechivanhu (brown rice) – US$1 kapu imwe chete
Hupfu hwechimera – US$1 makapu maviri
Mbambaira – kubva paUS$1 (gaba diki kana murwi) kusvika paUS$3 (gaba hombe)
Madhumbe (gaba) – kubva pa$US1 kusvika paUS$5
Mumhare wechibage – US$1 makapu maviri kana matatu
Magogoya – US$1 kusvika paUS$2

Share This:

Sponsored Links