Mitengo yezvirimwa kumisika

31 May, 2023 - 16:05 0 Views
Mitengo yezvirimwa kumisika Varimi vachitengesa zvirimwa nezvimwe pamusika weLusaka Farmer's Market uri kuHighfield, muHarare.

Kwayedza

Kingstone Mapupu

INOTEVERA mimwe yemitengo yezvirimwa iri kuMbare Musika nekuLusaka Farmer’s Market, kuHighfield, muHarare.

Mbare Musika:

Chibage bhagidhi – US$5 kusvika US$7

Mhunga bhagidhi – US$12

Zviyo bhagidhi – US$13-00

Maringazuva bhagidhi – US$10 kusvika US$12

Mapfunde bhagidhi – US$9

Maranjisi chisaga – US$15

Maranjisi katsapo – US$4 kusvika US$6

MaApples chisaga – US$18 kusvika US$20

Madora 5kgs – US$5

Madora 20kgs – US$20

Mawuyu 5kgs – US$2

Mazai kireti – US$3,50c kusvika US$4

Bhinzi makapu maviri – US$1

Mhiripiri bhokisi – US$10

Garlic chisaga – US$90

Tsangamidzi chisaga – US$90

Tsangamidzi 1kg – US$3

Mavise rimwe chete – US$3

Manhanga rimwe chete – US$1

Kabhichi rimwe chete – US$0,50c.

Mbatatisi chisaga – US$4 kusvika US$7.

Mbatatisi murwi – US$1

Hanyanisi chisaga – US$15

Mupunga kapu – US$1

Chimera makapu maviri – US$1

Mbambaira mugomo – US$6

Mbambaira gaba – US$1,50c

Madhumbe mugomo – US$10

Mumhare makapu maviri – US$1

Mumhare bhagidhi – US$20

Mabanana chisaga – US$45

Mabanana murwi US$1 ari 15 kana 20

Mufarinya chisaga – US$40

Avocado chisaga – US$30

Nzimbe gumi – US$8

Butternuts chisaga – US$30

Magaka eminzwa chisaga – US$15

Magaka murwi – US$0,50c kusvika US$1

Masawu bhagidhi – US$20

Masawu magaba madiki maviri – US$1

Nyii gaba (gallon) – US$3

Nyii bhagidhi – US$18

Maremani dishi – US$20

Lusaka Farmer’s Market:

Chibage bhagidhi – US$7

Mhunga bhagidhi – US$7

Zviyo bhagidhi – US$22

Maringazuva bhagidhi – US$12

Mapfunde bhagidhi – US$12

Marachinjisi chisaga – US$5

MaApples chisaga chihombe – US$20 kusvika US$24

MaApples chisaga chidiki – US$9

Madora 5kgs – US$10

Madora 3kgs – US$7

Mawuyu gaba (gallon) – US$1

Mawuyu bhagidhi – $6

Mazai kireti – US$3,50c kusvika US$4

Bhinzi kapu – US$0-50c

Bhinzi gaba (gallon) – US$8

Mhiripiri bhokisi – US$5

Garlic chisaga – US$25

Tsangamidzi 1kg – US$2,50c

Mavise rimwe chete – US$2 kusvika US$3

Nhanga rimwe chete – US$1 kusvika US$3

Kabhichi rimwe chete – US$1

Mbatatisi chisaga – US$5 kusvika US$8

Mbatatisi murwi – US$1

Hanyanisi chisaga – US$13

Mupunga bhagidhi – US$40

Mupunga kapu – US$1

Chimera kapu – US$1

Chimera bhagidhi – US$40

Chimera gaba – US$10

Mbambaira 7kgs – US$3

Mbambaira bhagidhi – US$6

Madhumbe chisaga chihombe – US$65

Madhumbe chisaga chidiki – US$9

Mumhare makapu maviri – US$1

Mumhare bhagidhi – US$28

Mumhare 5kgs – US$5

Huchi gaba diki – US$4

Madomasi bhokisi – US$5 kusvika US$7

Magaka eminzwa ari masere – US$1

Mufushwa kapu – US$1.

Musika weLusaka Farmer’s Market unovhurwa kubva 5:30 mangwanani kusvika 4:00 zuva rodoka.

Share This:

Sponsored Links