Mitengo yezvirimwa kumisika

26 May, 2023 - 11:05 0 Views
Mitengo yezvirimwa kumisika Bhinzi

Kwayedza

Kingstone Mapupu

INOTEVERA mimwe yemitengo yezvirimwa iri kuMbare Musika nekuLusaka Farmer’s Market, kuHighfield, muHarare.

Mbare Musika:

Chibage bhagidhi – US$5 kusvika US$7

Mhunga bhagidhi – US$12

Zviyo bhagidhi – US$13-00

Maringazuva bhagidhi – US$10 kusvika US$12

Mapfunde bhagidhi – US$9

Maranjisi chisaga – US$15

Maranjisi katsapo – US$4 kusvika US$6

MaApples chisaga – US$18 kusvika US$20

Madora 5kgs US$5

Madora 20kgs – US$20

Mawuyu 5kgs – US$2

Mazai kireti – US$3,50c kusvika US$4

Bhinzi makapu maviri – US$1

Mhiripiri bhokisi – US$10

Garlic chisaga – US$90

Tsangamidzi chisaga – US$90

Tsangamidzi 1kg – US$3

Vise rimwe chete – US$3

Nhanga rimwe chete – US$1

Kabhichi rimwe chete – US$0,50c.

Mbatatisi chisaga – US$4 kusvika US$7.

Mbatatisi murwi – US$1

Hanyanisi chisaga – US$15

Mupunga kapu – US$1

Chimera makapu maviri – US$1

Mbambaira mugomo – US$6

Mbambaira gaba – US$1,50c

Madhumbe mugomo – US$10

Mumhare makapu maviri – US$1

Mumhare bhagidhi – US$20

Mabanana chisaga – US$45

Mabanana murwi US$1 ari 15 kana 20

Mufarinya chisaga – US$40

Avocado chisaga – US$30

Nzimbe gumi – US$8

Butternuts chisaga – US$30

Magaka eminzwa chisaga – US$15

Magaka murwi – US$0,50c kusvika US$1

Masawu bhagidhi – US$20

Masawu magaba maviri – US$1

Nyii gaba – US$3

Nyii bhagidhi – US$18

Maremani dishi – US$20

Varimi vachitengesa zvirimwa nezvimwe pamusika weLusaka Farmer’s Market uri kuHighfield, muHarare.

Lusaka Farmer’s Market:

Chibage bhagidhi – US$7

Mhunga bhagidhi – US$7

Zviyo bhagidhi – US$22

Maringazuva bhagidhi – US$12

Mapfunde bhagidhi – US$12

Marachinjisi chisaga – US$5

MaApples chisaga – US$20 kusvika US$24

MaApples chisaga – US$9

Madora 5kgs – US$10

Madora 3kgs – US$7

Mawuyu gaba – US$1

Mawuyu bhagidhi – $6

Mazai kireti – US$3,50c kusvika US$4

Bhinzi kapu – US$0-50c

Bhinzi gaba – US$8

Mhiripiri bhokisi – US$5

Garlic chisaga – US$25

Tsangamidzi 1kg – US$2,50c

Vise rimwe chete – US$2 kusvika US$3

Nhanga rimwe chete – US$1 kusvika US$3

Kabhichi rimwe chete – US$1

Mbatasi chisaga – US$5 kusvika US$8

Mbatatisi murwi – US$1

Hanyanisi chisaga – US$13

Mupunga bhagidhi – US$40

Mupunga kapu – US$1

Chimera kapu – US$1

Chimera bhagidhi – US$40

Chimera gaba – US$10

Mbambaira 7kgs – US$3

Mbambaira bhagidhi – US$6

Madhumbe saga – US$65

Madhumbe saga chidiki – US$9

Mumhare makapu maviri – US$1

Mumhare bhagidhi – US$28

Mumhare 5kgs – US$5

Huchi gaba – US$4

Madomasi bhokisi – US$5 kusvika US$7

Magaka eminzwa ari masere – US$1

Mufushwa kapu – US$1.

Musika weLusaka Farmer’s Market unovhurwa kubva 5:30 mangwanani kusvika 4:00 zuva rovira.

Share This:

Sponsored Links