Mitengo yezvirimwa nezvekurimisa

14 Feb, 2020 - 00:02 0 Views

Kwayedza

Malven Mugadzikwa

HEINOI mitengo yezvekudya nezvekurimisa kubva kuMbare Msika nemuzvitoro zviri muguta reHarare, svondo rino.

KuMbare Msika

Derere $5 pakiti diki, kagaba kadiki $8, gaba guru $10

Mufushwa wemunyemba (5ltrs) $40, kapu $8

Nyemba $16 kapu

Madomasi bhokisi kubva pa$75 kusvika pa$105

Magaka echirungu $10 rimwechete

Maapple ekunze kwenyika bhokisi pa$180 kusvika $330 zvichienderana nemhando

Zvinanazi bhokisi $120

Hanyanisi chisaga $110

Magaka asina minzwa saga $140, murwi mudiki $8

Bhinzi $8 kapu

Butternut $10 pakiti diki, $20 pakiti guru

Ngoro $5 600 kana $3 200 zvichienderana nekukura

Demo $50

Badza $25

Zviyo $50 gaba

Tsangamidzi $5 kapakiti

Nzungu dzemusvo $100 gaba, $150 (5 litres)

Nyimo $100 (3,8 litres) $150 (5 litres)

Mupunga wechivanhu $15 kapu, $180 gaba

Manwiwa $5 pakg

Mauyu $4 kapu yeakakuiwa, $5 rimwe chete

Upfu hwemufarinya $200 (5 litres), $800 bhagidhi

Upfu hwemupunga wechivanhu $250 (5 litres)

Zvitoro zvemuguta reHarare:

Mapfunde 10kg $254

Mapfunde 5kg $79

Soya beans 25kg $600

1kg mbeu yechibage $37.50,

2kg mbeu yechibage $106, $73.90 ne$93 zvichienderana nemhando

5kg mbeu yechibage $189,75, $186,50, $230,32, $196, $200 ne$192 zvichienderana nemhando

10kg mbeu yechibage $406, $354,20, $379,50, $360,36, $250, $388 kana $420 zvichienderana nemhando

25kg mbeu yechibage $1 151,15, $994, $1 036, $885, $924, $949 ne$927

Bhara $885.50

Badza diki $150

Badza guru $175

Foshoro $221

Demo rine mupinyi $156

Hara yemumunda Zig Zag $2 973,16

Fertiliser AN 50kg $640

Fertliser Compound D $520

Fertiliser Compound C 50kg $650

Potato blend 50kg $850

Mhodzi dzemanwiwa dziri kutangira pa$15 kusvika pa$625

Mhodzi dzemanhanga nemabutternut mutengo wacho wakafanana newemanwiwa

Ngetani 10,0 mm $232,50, 5,6mm $85,65, 4,0 mm $62,85, TR7,1mm $272,50

Gejo $2 197.60

Karivheti $2 445,89 kusvika $4 179.34

5kg bhinzi $388

Zigodo remunyu 60kg $420

Mushonga werukonye 1kg $64,75, 2kg $244

Mushonga wemuchenje 5 litres $50, Chlorpryphos 48 EC (1 litre dilutes 1 000 litres of water) $321

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>