Mitengo yezvirimwa nezvekurimisa

02 Dec, 2021 - 09:12 0 Views
Mitengo yezvirimwa nezvekurimisa

Kwayedza

Malven Mugadzikwa

INOTEVERA ndiyo mimwe mitengo yezvekurimisa nezvirimwa muzvitoro zvemuguta reHarare pamwe nekuMbare Msika.
Mbeu yechibage:
2kg — $1 074, $1 416, $1 267 ne$1 366 zvichienderera nemhando yacho
5kg — $2 442, $2 308, $2 409 ne$2 686
10kg — $5 372, $4 318, $3 000, $5 544, $4 104, $4 641, $4 148 ne$4 998
25kg ­— $13 431, $10 336, $15 873, $10 583, $10 166, $14 058 ne$15 318
Fetiraiza:
Compound D 50kg — $3 700
Ammonium Nitrate — $5 700
Mazai crate — US$2.50 kusvika US$4
MaApples bhokisi — US$20
Hanyanisi chisaga — US$6 kusvika US$10
Beans makapu matatu — US$1
Mhiripiri bhokisi — US$10
Garlic chisaga — US$30 kusvika US$40
Ginger/tsangamidzi — US$2 1kg
Mavise — US$0.50 kusvika US$5 rimwe chete
Manhanga — US$0.50 kusvika US$10 rimwe chete
Makabichi — US$0.30 kusvika US$0.80
Mbatatisi chisaga — US$2 kusvika US$6
Mbatatisi (murwi) — US$0.50 kusvika US$2
Hanyanisi (murwi) — US$0.30 kusvika US$1
Hanyanisi chisaga — US$5
Mupunga (brown rice) — US$1 kapu imwe chete
Hupfu hwechimera — US$1 makapu maviri
Maapples (bhokisi) — US$18 kusvika US$20
Mango (bhokisi) – US$7

Share This:

Sponsored Links