Mitengo yezvirimwa nezvekurimisa muHarare

04 Jan, 2023 - 16:01 0 Views
Mitengo yezvirimwa nezvekurimisa muHarare

Kwayedza

Malven Mugadzikwa

INOTEVERA mimwe yemitengo yezvirimwa nezvekurimisa iri kuwanikwa kuMbare Musika nezvimwe zvitoro zviri muguta reHarare.

Mbeu yechibage:

2kg chibage – $6 600. 00, $ 6 679. 00, $7 200. 00, $6 336, $8 000

5kg chibage –

$13 365.00, $16 043. 00, $14 355. 00, $14 471. 00

$16 431. 00, $20 795. 00, $25 103, $13 500. 00, $12 080

10kg chibage – $25 740. 00, $27 720. 00, $31 050. 00, $28 710. 00,

$28 864. 00, $29 205. 00, $26 577. 00, $27 000.

25kg chibage – $70 290. 00, $76 590. 00, $81 554. 00, $92 068. 00

Gejo – $108 000. 00, $67 320. 00

Fetereza:

Compound D $28 120

Ammonium Nitrate $47 000

Bhagidhi rechibage – kubva paUS$4.50c kusvika paUS$6

Bhagidhi remhunga -US$8

Bhagidhi rezviyo -US$20

Bhagidhi remaringazuva -US$8

Bhagidhi remapfunde -US$6

Maranjisi chisaga -US$5 kana US$6

MaApples chisaga – US$8.50 kana US$9

MaApples bhokisi -kubva paUS$11 kusvika paUS$20

Madora gaba -kubva paUS$1 kusvika paUS$8 zvichienderana nekukura kwegaba

Mauyu gaba -kubva paUS$2 kusvika paUS$5 zvichienderana nekukura kwegaba

Mazai crate – US$2.50 kusvika paUS$4

Beans makapu maviri – US$1

Mhiripiri bhokisi – kubva paUS$8 kusvika paUS$10

Garlic chisaga – kubva paUS$30 kusvika paUS$40

Tsangamidzi – US$2 pa 1kg

Mavise – kubva paUS$0.50c kusvika paUS$5

Manhanga – kubva paUS$0.50c kusvika paUS$10 (rimwe chete)

Makabichi – kubva paUS$0.30c kusvika paUS$1

Mbatatisi chisaga – kubva paUS$2 kusvika paUS$12

Mbatatisi (murwi) – kubva paUS$0.50c kusvika paUS$2

Hanyanisi (murwi) – kubva paUS$0.30c kusvika paUS$1

Hanyanisi chisaga – US$5 kusvika paUS$10

Mupunga wechivanhu (brown rice) – US$1 kapu imwe chete

Hupfu hwechimera – US$1 makapu maviri

Mbambaira – kubva paUS$1 (gaba diki kana murwi) kusvika paUS$3 (gaba hombe)

Madhumbe (gaba) – kubva paUS$1 kusvika pa US$5

Mumhare wechibage – US$1 makapu maviri kana matatu

Share This:

Sponsored Links