Mitengo yezvirimwa nezvekurimisa muHarare

14 Dec, 2022 - 08:12 0 Views
Mitengo yezvirimwa nezvekurimisa muHarare

Kwayedza

Malven Mugadzikwa

INOTEVERA mimwe yemitengo yezvirimwa iri kuwanikwa kuMbare Musika nezvimwe zvitoro zviri muguta reHarare.

Bhagidhi rechibage – kubva paUS$4.50c kusvika paUS$6

Bhagidhi remhunga -US$8

Bhagidhi rezviyo -US$20

Bhagidhi remaringazuva -US$8

Bhagidhi remapfunde -US$6

Maranjisi chisaga -US$5 kana US$6

MaApples chisaga – US$8.50 kana US$9

MaApples bhokisi – kubva paUS$11 kusvika paUS$20

Madora gaba – kubva paUS$1 kusvika paUS$8 zvichienderana nekukura kwegaba

Mauyu gaba – kubva paUS$2 kusvika paUS$5 zvichienderana nekukura kwegaba

Mazai crate – US$2.50 kusvika paUS$4

Beans makapu maviri – US$1

Mhiripiri bhokisi – kubva paUS$8 kusvika paUS$10

Garlic chisaga – kubva paUS$30 kusvika paUS$40

Ginger/tsangamidzi – US$2 pa 1kg

Mavise – kubva paUS$0.50c kusvika paUS$5

Manhanga – kubva paUS$0.50c kusvika paUS$10 (rimwe chete)

Makabichi – kubva paUS$0.30c kusvika paUS$1

Mbatatisi chisaga – kubva paUS$2 kusvika paUS$12

Mbatatisi (murwi) – kubva paUS$0.50c kusvika paUS$2

Hanyanisi (murwi) – kubva paUS$0.30c kusvika paUS$1

Hanyanisi Chisaga – US$5 kusvika paUS$10

Mupunga wechivanhu (brown rice) – US$1 kapu imwe chete

Hupfu hwechimera – US$1 makapu maviri

Mbambaira – kubva paUS$1 (gaba diki kana murwi) kusvika paUS$3 (gaba hombe)

Madhumbe (gaba) – kubva paUS$1 kusvika pa US$5

Mumhare wechibage – US$1 makapu maviri kana matatu

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey