Kwayedza
Malven Mugadzikwa
MITENGO yezvirimwa nezvimwe kubva kuMbare Musika, muguta reHarare svondo rino:
Mufushwa wemunyemba 3ltr gaba – US$4
Chimera 3ltr gaba – US$5
Nyimo 3ltr gaba – US$5
Nyemba 3ltr gaba – US$4
Chibage chemumhare 3ltr gaba – US$5
Mupunga 3ltr gaba – US$7
Mashonjwa/madora 3ltr gaba – US$4
Matemba 5ltr gaba – US$7
Nwiwa/vise – kubva pa $1 kusvika paUS$5
Kabhichi – kubva pa$0.40 kusvika paUS$1
Butternuts – kubva paUS$3 kusvika US$5 chisaga
Mbatatisi/matapiri – kubva paUS$7 kusvika paUS$15 chisaga, murwi unotangira paUS$0.50 kusvika US$5.