Mombe 16 dzarohwa nemheni

28 Nov, 2022 - 20:11 0 Views
Mombe 16 dzarohwa nemheni Mombe 16 dzkarohwa nemheni dzikafa

Kwayedza

PREMIUM

Leonard Ncube

MHURI nhatu dzekuLupane dzasara dzapererwa mushure mekunge mombe dzavo 16 dzarohwa nemheni.

Njodzi iyi yakaitika neChina svondo rapfuura kuMbembesi 1, kuLupane East.

Nyaya inosuwisa iyi yakaona mombe idzi dzose dzichifushirwa muvhu kunova kurasikirwa kukuru mubasa rezvekurima.

Pachivanhu, hazvikodzeri kubata chero chinhu chinenge charohwa nemheni.

Zvinhu izvi zvinokwanisa kupiswa kana kuvigwa pasi pevhu uye zvinotendwa kuti maitiro aya kudzivirira kumwe kurohwa zvekare nemheni.

Kanzura weWard 23 kuKusile Rural District, VaFibion Ngwenya, vanoti pamombe 16 idzi, 13 ndedzemhuri imwe chete apo dzimwe mbiri neimwe chete dziri dzemhuri dzakasiyana.

“Hongu, mombe 16 dzakafa nemheni muwadhi mangu. Gumi nenhatu nd...

Please subscribe to view this content.

Share This:

Sponsored Links

https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG