‘Musafarise, HIV ichiriko’

07 Dec, 2022 - 14:12 0 Views
‘Musafarise, HIV ichiriko’ Tinofa ‘Biggerz’ Muronzi

Kwayedza

PREMIUM

Malven Mugadzikwa ari kuMARONDERA

SHASHA yekuridza nziyo dzetsika nemagariro echivanhu – Tinofa “Biggerz Wakapiwa” Muronzi, wekwaMutoko – anoti zvakakosha kuti veruzhinji vazvibate uye vobatsira mukurwisa kupararira kweHIV neAIDS.

Biggerz akataura mashoko aya muhurukuro neKwayedza apo airidza pamhemberero dzeWorld AIDS Day idzo dzakaitirwa munhandare yeRudhaka Stadium, kuMarondera, svondo rapera.

“Ngatifarei asi tichiziva pekugumira uye zvatiri kuita. Mufaro mwena unoguma asi kuchengetedza utano hwako kazhinji kunoita kuti ufambire kumberi neupenyu zvakanaka. Mviromviro yemhanza mapfeka.

“Mufaro ngausave unoperera pakusangana nevanhu pabonde. Izvi zvapinza vazhinji muna taisireva nenyaya yekuti havachagona kuzvidzora kana vachinge vadhakwa uye kuziva panoperera mafaro nepanotangira kugona kuz...

Please subscribe to view this content.

Share This:

Sponsored Links