‘Musafidhe huku nemaARV’

30 Nov, 2022 - 16:11 0 Views
‘Musafidhe huku nemaARV’ Huku

Kwayedza

PREMIUM

Yeukai Karengezeka

VANAMAZVIKOKOTA vari kuyambira varimi kuti vasape huku mapiritsi anorapiswa vanhu, kunyanya maAntiretroviral drugs (ARVs) kuti dzikasire kukura.

Mapiritsi aya anonzi anokonzera kuti vanhu vanenge vadya nyama yehuku dzakapihwa mapiritsi aya vakazonwa mishonga pakurapwa isadaire mumuviri (anti-microbial resistance (AMR) izvo zviri kukanganisa utano hwevanhu.

Izvi zvauya apo vatori venhau vakashanyira nzvimbo dzedunhu reManicaland pasi pechirongwa cheFood and Agriculture Organisation (FAO) neWorld Health Organisation nechinangwa chekuona kukanganisika kuri kuitika nekuda kweAMR zvichibva kuhuku muZimbabwe.

AMR inoitika kana hutachiona hunokonzera zvirwere muvanhu nemhuka hwasanduka hwotivirira kumishonga inoshandiswa pakurapa.

Muzvare Cathrine Sakupwanya vanove veterin...

Please subscribe to view this content.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey