Mwana (13) wekumitisa mwana (9) anogona kusungwa

28 Nov, 2022 - 16:11 0 Views
Mwana (13) wekumitisa mwana (9) anogona kusungwa Mai Fadzai Traquino

Kwayedza

PREMIUM

Debra Matabvu

MAPURISA anogona kusunga mukomana ane makore 13 okuberekwa uyo ari kupomerwa kubata chibharo pamwe nekupa pamuviri hanzvadzi yake ine makore mapfumbamwe yekuTsholotsho.

Nyanzvi dzezvemutemo dzinoti mutemo weCriminal Law (Codification neReform) Act unoti vanhurume vari pasi pemakore 14 vanogona kutongerwa mhosva dzine chekuita nebonde.

Mapurisa akazivisa kuti ongororo yeDeoxyribonucleic Acid (DNA) yakaitwa inoratidza kuti hanzvadzi yemwana uyu ndiye akamupa pamuviri, ndokununura baba vake avo vaipomerwa mhosva iyi.

Mutauriri wemapurisa munyika, Assistant Commissioner Paul Nyathi, vanoti mapurisa ari kushanda nemapazi eHurumende akasiyana nechinangwa chekuona kuti gwara remutemo ratevedzwa zvizere panyaya iyi.

“Mapurisa eZimbabwe Republic Police anozivisa zvabuda muo...

Please subscribe to view this content.

Share This:

Sponsored Links