Ndiri mukomana ane makore 20 ndotsvaga musikana ane makore 18 kusvika 20 wekuroora. . .

20 Nov, 2015 - 00:11 0 Views

Kwayedza

NDIRI murume ane makore 42 ndinotsvagawo mukadzi ane makore 35 kusvika 40 anoshanda muHurumende. Ini ndinoita basa remawoko. Nhare yangu 0773 819 066.
*****
Ndiri murume ane makore 56 ndine vana 6, ndiri murimi uye ndiri HIV negative. Ndinodawo mudzimai anoda zvemba kubvira pamakore 40 kusvika 50. Ndibatei pa0776 669 633.
*****
Makadii? Ini ndiri murume ane makore 36 handina mwana kana kubvira ndamboroora nekuti ndaingorasiswa nevandaida kuroora. Ndakambonyorera kuchirongwa chino asi ndaingonyudzwa. Ndinoda mukadzi wekwaMutare ane makore 24 kusvika 27 asina chirwere. Ndinobatika pa0775 976 970.
*****
Ndiri mukadzi ane makore 28 ekuberekwa nemwana mumwe uye ndinoda murume ari positive ane mazirudo, anokwanisa kundichengeta ini nemwana wangu. Ndinoda ane vana vakewo ane makore 45 zvichienda mberi. Andida ndibate pa0771 562 234.
*****
Ndiri murume ane makore 37 ekuberekwa ndinotsvaga mukadzi wekuroora ari pachokwadi ane makore 21 kusvika 30. Akazvipira kunoongororwa HIV ngaandibate pa0773 019 026.
*****
Ndiri mukomana ane makore 20 ndotsvaga musikana ane makore 18 kusvika 20 wekuroora. Andida ndibate pa0782 893 476.
*****
Ndapota buritsaiwo shambadzo yangu, ndiri mukomana ane makore 25 ndodawo musikana ane makore 23 zvichidzka. Nhare yangu 0777 494 981.
*****
Ndiri mukadzi ane makore 35, HIV positive uye ndodawo murume ari positive ari pachokwadi. Ndinobatika pa0771 325 024.
*****
Ini ndinonzi Talent, ndine makore 27 uye ndinotsvagawo murume anondida ane makore 40 kusvika 46. Zvakawanda tozotaura pa0717 354 716.
*****
Ndiri mukomana ane makore 25, handisi pamushonga uye ndinodawo mukadzi ane mwana wake 1 ane makore 18 – 22. Ngaave anoshanda ari pachokwadi, nhare yangu 0771 085 725.
*****
Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 37, HIV+ uye ndinotsvaga murume ari pachokwadi ari HIV+ ane makore 40 zvichikwira. Ndinobatika pa0771 257 848.
*****
Ndiri murume ane makore 34 nemwana mumwe chete uye ndiri kutsvagawo mukadzi wekuroora ari pachokwadi ane makore 18 – 30. Ndinoshanda muHurumende asi chekutanga kuongororwa ropa. Vanoda ndibatei pa0774 410 827.
*****
Ndiri murume ane makore 24 nemwana 1, zvakare ndinozvishandira ndiri kutsvagawo mudzimai ari pachokwadi. Vanoda vanondibata pa0775 149 541.
Makadii henyu? Ndiri murume ane makore 37 nevana vaviri ndinotsvagawo mukadzi ane makore 25 zvichidzika. Ndatenda hangu, vanoda ndibatei pa0716 359 573.
*****
Ndiri mukadzi ane makore 36 ndinotsvagawo murume ari pachokwadi anoda kuroora. Ndiri HIV positive, vanoda ndibatei pa0771 091 767.
*****
Makadii veKwayedza? Ini ndiri murume ane makore 27 nemwana mumwe, ndiri HIV negative uye ndinotsvagawo mukadzi anoda zvemba ane mwana wake. Nhare yangu 0776 971 284.
*****
Makadii? Ini ndiri mukomana ane makore 23 ndinotsvaga musikana ane makore 18 kusvika 20 anotya Mwari. Akavimbika ndibate pa0783 453 945.
*****
Ndiri mukadzi ane makore 35 nemwana mumwe ndinotsvagawo murume ane makore 40 zvichidzika anoenda kumasowe anoshanda muHurumende. Ndine imba yangu nekombi uye handina chirwere, ndinoda vemuHarare. Nhare yangu 0777 731 465.
*****
Makadiii veKwayedza? Ndakambonyorera asi sms yangu haina kubudiswa. Ndiri mukomana ane makore 24 ekuberekwa uye ndiri kutsvagawo musikana wekuroora ari pachokwadi anonamata kumasowe, ari wekuMhondoro ane makore 19-21. Anoda ndibate pa0734 679 197.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 22 ndinotsvagawo musikana wekuroora ane makore 18-21. Ndiri HIV negative. Anenge andifarira tinotaura paWhatsApp kana neSMS pa0782 170 499.
*****
Ndiri murume ane makore 48 ndinotsvaga mukadzi anoda zvemusha anofarira mabasa emawoko. Ane mwana mumwe kana vaviri ari HIV negative ngaandibate pa0777 501 985.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 30 okuberekwa ndiri kutsvaga mukadzi anoda zvemba asina chirwere. Ndibatei pa0776 787 621.
*****
Ndiri mukadzi ane makore 37, ndinorarama neutachiona hweHIV uye ndine mwana mumwe. Ndakakuvara rimwe ziso. Ndiri kutsvaga murume anorarama sezvandiri asi vakaroora nevanoda kutamba neni kwete. Nhare yangu 0717 825 694.
*****
Ini ndiri murume ane makore 33, HIV negative uye ndinotsvaga musikana ane makore 18 – 25 akavimbika ari pachokwadi. Ndinobatika pa0775 360 803, ndinoenda kubasa asi matsotsi kwete.
*****
Ndiri murume ane makore 26 ekuberekwa uye ndoda mukadzi anonamata. Nhare yangu 0777 364 554.
*****
Makadini veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 36 nemwana mumwe uye ndinotsvakawo murume wekugara naye ane makore 40 – 45 ari HIV positive. Anoda ngaandibate pa0776 790 103.
*****
Ndiri mukomana ane makore 24, ndinoda musikana ane makore 20 zvichidzika anoziva Mwari. Andifarira ngaandibate pa0739 445 752.
*****
Ndiri murume ane makore 57, HIV negative uye ndiri murimi ane puroti. Ndinotsvaga mukadzi anoda zvemba ane makore 45 kusvika 52. Ndibatei pa0776 669 633.
*****
Ini ndiri mukomana ane makore 26 ndinotsvakawo mudzimai akavimbika ari pachokwadi anoda zveimba. Ndinoda ane makore 18 – 22 anoshanda mumba. Nhare yangu 0771 551 605.
*****
Makadii veKwayedza? Ini ndiri mukomana ane makore 26 ndinotsvagawo musikana ane makore 18 kusvika 22 ari pachokwadi, anoda zvekuroorwa. Ngaave anoshanda mumba kana asingashande uye anofarira zvekumusha. Ari HIV negative, achigara muHarare andifarira ngaandibate pa0771 551 605.
*****
Ndiri murume ane makore 33 nemwana 1, ndodawo mukadzi ane makore 19 – 23 akasiirwa kushaya mbereko. Ndoda ari pachokwadi asi vakadzi vevanhu kwete. Tumirai sms kana kufona pa0773 991 350.
*****
Ndiri mukomana ane makore 23 ekuberekwa ndinotsvaga mukadzi ane makore 18 kusika 20 ari pachokwadi. Anoda kuroorwa ngaandibate pa0716 143 165.
*****
Makadii? Ndiri mudzimai ane makore 36 nemwana mumwe uye ndotsvagawo murume ane makore 37 kusvika 45. Nhare yangu 0778 409 983.
*****
Makadiiko veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 23 ndinotsvagawo musikana ane makore 18 – 21. Akavimbika anondida ngaandibate pa0776 573 061.
*****
Ndiri murume ane makore 27, HIV positive uye ndine vana vaviri. Ndotsvagawo musikana wekuroora ane makore 22-25 akavimbika, anotya Mwari. Andifarira ndibate pa0778 119 356.
*****
Ndiri murume ane makore 37, ndinoda musikana ane makore 22-26 asati aroorwa. Tumirai sms pa0784 428 486.
*****
Ndiri mukomana ane makore 27 ndotsvakawo mhandara yakanaka inogeza. Akavimbika ndibate pa0777 738 006.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 28 nevana vaviri uye ndiri kutsvaga mukadzi ane makore 25 – 27 ane vana vaviri kana mumwe chete. Andifarira ndibate pa0717 575 011.
*****
Ndiri mukomana ane makore 25 ekuberekwa ndinotsvakawo musikana ane makore 22 zvichidzika akavimbika. Akasununguka kuno ongororwa ropa uye ari pachokwadi ngaandibate 0776 730 718.
*****
Makadiniko veKwayedza? Ndiri murume ane makore 52 ndinotsvagawo mukadzi anoda zvemba. Ngaave anoda zvekunamata ari pachokwadi. Ndinobatika pa0782 029 542.
*****
Ndiri murume ane makore 33 ndinotsvagawo mudzimai wekuroora ane makore ari pasi pe27. Ndinobatika pa0736 862 049.
*****
Ndiri mukomana ane makore 28 ndotsvagawo musikana wekuroora ane makore 18 – 27. Anoda ngaandibate pa0736 862 049.
*****
Makadini? Ini ndinodawo musikana akavimbika ave kuda zvemba uye ari pachokwadi.
Ane makore 18 kusvika 20 ngaandibate 0733 154 816.

Share This:

Sponsored Links