Ndiri musikana ane makore 18 ndodawo mukomana wekushamwaridzana naye . . .

20 May, 2016 - 00:05 0 Views

Kwayedza

MAKADII veKwayedza? Ndinotenda nechirongwa chenyu ndakawana wandaida saka vamwe varume chirega henyu kufona pa0774 868 819. Ndapota hangu nekuti ndave naye murume wangu anondida chose.
*****
Makadii? Ndoda kuzivisawo kune vanhu kuti ngavachirega kufona pa0773 189 891 nekuti ndakazowana shamwari uye ndoda kukutendai veKwayedza nekundishambadzawo. Mwari vakuitirei nyasha.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 26, ndinotsvagawo musikana ane makore 18 kusvika 20 akanaka uye anonamata asina chirwere seni. Ngaave akasununguka kutorwa ropa ari mutsvuku ane chimiro chakanaka. Kana pane andifarira ngaandibate pa0737 092 056 asi vakadzi vevanhu kwete.
*****
Ndiri musikana ane makore 18 ndodawo mukomana wekushamwaridzana naye. Anoda ngaandibate pa0784 458 440.
*****
Ndiri murume ane makore 26, ndotsvagawo mukadzi anoda zvemba kunyangwe ane mwana wake. Nhare yangu 0737 269 911.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 30 ndinodawo murume ari pachokwadi. Ndiri pamushonga asi handiratidzike. Ndinoda ane makore 33 kusvika 40, anoshanda asi anonamata kumasowe kwete. Ngaave achigara muHarare, anoputa fodya, kunwa doro nevarume vevanhu tambirai henyu kure neni. Ndinobatika pa0777 484 515.
*****
Ndiri mukomana ane makore 30 ekuberekwa, ndinogara muHarare uye ndinoda musikana ave kuda kuwanikwa kubva pamakore 18 kusvika 25. Ngaave anofarira kuenda kuchechi asingapfeke matirauzi pamwe nekuzora face powder kumeso. Anogezawo ngaandibate pa0776 001 703.
*****
Ndiri mukomana ane makore 21. Ndinotsvagawo musikana ane makore 18 kusvika 20 anonamata, akadzikama uye anoda kuroorwa nemuchato kwete zvekutambisirana nguva. Ngaave akazvipira kunoongororwa ropa. Anoda, anokwana pane zvandareva ngaandibate pa0776 764 280 tironge upenyu nguva ichiripo.
*****
Ndotsvakawo musikana wekuwana ane makore 18 kusvika pa23. Nhare yangu 0718 739 887.
*****
VeKwayedza makadii? Ndiri murume ane makore 36 nevana vaviri uye handirwari. Ndinotsvakawo mukadzi ane makore 25-36 ari pachokwadi chekuda hake kuroorwa. Avewo anotya Mwari. Anoda ngaandifonere kana kutumira sms pa0784 225 089.
*****
Ndinonzi Blessing, ndine makore 25 uye ndinotsvagawo musikana wekuroora ari pachokwadi nekuvaka musha ane makore 18 kusvika 22. Kana paine andifarira ngaandibate pa0717 663 200.
*****
Makadii veKwayedza. Ndiri mukadzi ane makore 40 nevana vaviri. Ndinotsvagawo murume wekushamwaridzana naye. Ngaave asina chirwere, anonamata, akarongeka pahupenyu, ane rudo uye anoshanda kana anozviitira mabasa ake. Anoda ngaandibate pa0773 402 923 asi matsotsi navanasaimba bodo.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 37 nevana vaviri ndinotsvakawo murume anoda zvekuroora ari pachokwadi asiri pachirongwa. Ndinoda ane makore 37 kusvika 50. Anoda ndibate pa0714 178 407.
*****
Shambadzo yangu haisi kubudawo? Ndiri murume ane makore 45, ndinoita mabasa emawoko muHarare uye ndodawo shamwarikadzi yekutanga upenyu hutsva nayo ine makore 30 – 38 nemwana 1. Ngaave ari HIV negative seni anobva kumaruwa ari pedyo neHarare. Ndinoda kunyanya vanoshanda mumba, vanoita zvekutengesa bodo. Vasiri pakunditambisira nguva fonai pa0776 746 381.
*****
Ndanzwa nekunyorera asi handiburitswewo mubepanhau. Ndiri mukadzi ane makore 24 nemwana mumwe, ndinotsvaka murume anoda zvemusha akarongeka. Andifarira ndinobatika pa0771 524 209.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 22. Ndinotsvagawo musikana ane makore 18-20 ari HIV positive akanaka, ari mutsvuku zviri pakati nepakati kana kuti mushava. Ari pachokwadi anondida ngaandibate pa0778 838 126.
*****
Ndiri mukadzi ane makore 45 nevana 3 pamwe nemuzukuru mumwe. Kumusha ndinobva kuMalawi
uye ndoda murume ane makore 46 kusvika 50. Ndinoshanda mumba, ari pachokwadi ngaandibate pa0782 023 933.
*****
Ndiri murume ane makore 36 nemwana 1, ndoshandira muHarare uye ndoda mukadzi asina chirwere akavimbika. Nhare yangu 0713 750 397.
*****
Makadii? Ndiri musikana ane makore 22, HIV positive uye ndodawo murume wekuroorana naye asina mukadzi kana vana ane makore 26-30. Nhare yangu 0716 532 434.
*****
Hama dzinodiwa ndinotsvagawo musikana ari pachokwadi wekuroora kwete wekutamba naye ane makore 18-21. Ini ndine makore 23. Anoda ngaafone kana kundibata paWhatsApp pa0775 887 651.
*****
Makadii? Ndiri kutsvagawo mudzimai ane rudo ini ndiri makanika. Andifarira ndibate pa0775 887 951 asi ngaave ari pachokwadi.
*****
Ndiri murume ane makore 33 nevana 2. Ndotsvagawo mukadzi ane makore 21 kusvika 25 asi handidi vanonyepa, ndapota hangu. Nhare yangu 0777 936 590.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 23 ndostvagawo musikana anoda zvemba. Nhare yangu 0734 670 529.
*****
Makadini? lni ndiri mukomana ane makore 22 ndotsvagawo musikana ane makore 18 kusvika 21. Vanoda fonai kana kutumira sms pa0784 888 285.
*****
Munofara here veKwayedza? Ini ndiri murume ane makore 31 ndotsvagawo musikana wekuroora ane makore 22 kusvika 28 asina mwana kana ane vana 2. Ndine vana 2 uye ndogara kuManicaland. Anenge andifarira nhare yangu 0775 799 927. Ndingafare chose mukabuditsa shambadzo yangu.
*****
Makadini? Ndiri mukomana ane makore 27 ndinotsvagawo musikana akanaka wekuwadzana naye. Fonai pa0713 166 815.
*****
Makadii veKwayedza? Ini ndiri kutsvagawo murume anoda zvekuroora kwete zvekutamba. Ndine makore 25 uye ndinoda ane makore 30 zvichidzika asinganwe mapiritsi eHIV nekuti ini handinwe mapiritsi. Vanoda munondibata pa0737 914 503.
*****
Ndiri mukomana ane makore 25 ndotsvagawo musikana ane makore 18 kusvika 22. Ngaave ari pachokwadi. Anondida ngaandibate pa0782 689 836.
*****
Makadini veKwayedza? Ini ndiri murume ane makore 40. Ndinotsvagawo mukadzi wekushamwaridzana naye. Ngaave ane makore anobvira pa30 kusvika 35. Ndinobatika pa0717 285 058.
*****
Ndiri murume ane makore 36 ndoda musikana ane makore 25 kusvika 34 kana ane mwana. Ndiri HIV negative uye ndinoshanda muHurumende. Ndobatika pa0717 613 407.
*****
Ndiri murume ane makore 37, ndiri pamushonga uye ndinodawo mukadzi ane makore 30-38 anoshanda kana anoita mabasa emawoko. Andida tumira sms pa0715 024 546.
*****
Ndiri murume ane makore 36 nemwana 1, handina chirwere uye ndinoda mukadzi akavimbika asina chirwere. Anogeza ngaandibate pa0713 750 397.
*****
Makadii veKwayedza? Ini ndiri mudzimai ane makore 32 nevana vaviri. Ndinotsvakawo murume wekushamwaridzana naye ane makore 35 kusvika 45. Ngaave ari pachokwadi uye asina mudzimai. Anoda ngaandibate pa0776 677 872.
*****
Ndiri murume ane makore 46 ndinotsvaka mukadzi wekuroora ane makore 35 zvichidzika. Ndinobatika pa0774 443 695.
*****
Makadii vechirongwa cheTishamwaridzane? Ini ndiri mukadzi ane makore 34 nemwana 1, HIV negative. Ndinodawo murume ane makore 35 – 39 asina utachiona hweHIV. Ngaavewo anoshanda muHurumende. Zvizhinji tozotaura, andifarira nhare yangu 0738 362 020. Macall back nevarume vevanhu kwete.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 23 nevana vaviri? Ndiri kutsvaka murume ari pachokwadii wekuroorwa naye ane makore 25-32. Ndinoshanda mumba, 2 nhare yangu 0734 768 612.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 19 ndotsvagawo musikana wekudanana naye ane makore 18 kusvika 19. Andida ngaandibate pa0734 749 320.
*****
Makadini veKwayedza? Ndiri murume ane makore 37 ndinotsvagawo mukadzi ane makore 19 kusvika 37. Vanoda ndibatei pa0773 825 339.

Share This:

Sponsored Links

https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG