Ndotsvagawo murume wekuwadzana naye ane makore 39 – 45

16 Mar, 2018 - 00:03 0 Views

Kwayedza

MAKADII? Ndiri mudzimai ane makore 42 nevana vatatu, ndinotsvagawo murume anodawo zvemba uye anoda kuti tinoongororwa ropa pamwe chete. Ndinoda ane makore 44 zvichienda mberi. Ngaave anoziva Mwari, achinamata. Ndakambonyorera ndikashaya. Nhare yangu 0775 791 526.
******
Makadini henyu? Ndiri mukomana ane makore 29, ndinotsvaga musikana wekuroora ane makore 24 zvichidzika. Andida ngaafone pa0713 151 079.
******
Ndiri murume ane makore 60, HIV negative uye ndinodawo mukadzi abve zera ane makore 50 kusvika 55, kunyanya vari muHarare. Ndibatei pa0774 438 616.
******
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 49 nemwana 1, ndinodawo mudzimai wekushamwaridzana naye ane makore 35 – 40. Ngaave ane mwana 1 kana 2. Nhare yangu 0782 822 703.
******
Makadii? Ndiri mukomana ane makore 28, ndinotsvagawo musikana wekuroora ane makore 18 kusvika 25, ane mwana 1 kana asina. Nhare yangu 0734 988 275.
******
Ndiri mudzimai ane makore 34 nevana 3, ndotsvagawo murume wekuwadzana naye ane makore 39 – 45. Munondibata pa0783 752 601.
******
Makadii? Ini ndiri musikana ane makore 23 nemwana 1, ndinotsvagawo murume ane makore 30. Nhare yangu 0778 841 223.
******
Ndiri mukomana ane makore 25, ndinoda musikana ane makore 18 kusvika 22 asiri pamushonga. Nhare yangu 0776 491 638.
******
Makadii veKwayedza? Ndotsvagawo murume ane makore 28 kusvika 30. Ndine makore 26 nevana 2, ndiri pamushonga. Nhare yangu 0734 782 045.
******
Makadii? Ndiri musikana ane makore 24, ndinotsvagawo mukomana anoda kuti tivake musha. Ndinoita basa remawoko, ngaave asina chirwere uye anogeza. Nhare yangu 0736 106 731.
******
Makadii henyu? Ndiri kutsvagawo mukadzi mudhafu ane mazamu mahombe ari HIV negative uye ane mari dzake. Ane makore 45 zvichidzika kusvika 35 andida anofona pa0778 924 138.
******
Ndiri mukadzi ane makore 22 nemwana 1, handisi pamushonga uye ndogara muHarare. Ndinotsvagawo murume anoda zvekuroora ane makore 25. Ndobatika pa0776 955 299.
******
Ndiri murume ane makore 26 nemwana 1, HIV negative uye ndinogara kwaOdzi. Ndinodawo mukadzi ane makore ari pasi pe24. Anondibata pa0783 304 571.
******
Ndinotsvagawo mukadzi akavimbika wekuroora, ndine makore 44 nevana 3. Ndinoshanda kuSouth Africa, ane makore 35 zvichikwira ngaandibate pa0715 918 789 kana +27 623 086 523.
******
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 29, ndodawo musikana ane makore 18 – 26 asina chirwere uye ari pachokwadi. Andifarira anondibata pa0737 914 303.
******
Makadii veKwayedza? Ndotsvagawo murume asiri violent anondida, ndine makore 20 nemwana 1. Ndinoda anoroora asingashushe, ndibatei pa0771 193 370.
******
Makadii veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 30 nevana 4, ndinotsvagawo mapenpals kubva pamakore 30 zvichikwira vane pfungwa dzekutsvaga mari asi ngavave vakadzi vane varume. Nhare yangu 0779 288 413.
******
Makadini veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 36, ndotsvagawo murume wekuvaka musha naye asina mukadzi uye ari HIV positive. Ngaandibate pa0776 991 621.
******
Ndiri mukomana ane makore 25, ndinotsvagawo musikana anoda zvemusha. Anondibata pa0773 690 124.
******
Murume ane makore 47 asina chirwere ane vana 2 anoda mukadzi. Nhare dzangu 0783 632 858.
******
Makadii? Ndodawo mukadzi ane makore 25 kusvika 35 ane mwana 1. Ndine makore 36, handina mwana uye ndiri muHarare. Nhare yangu 0775 615 908.
******
Makadii veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 27 uye ndine vana vaviri. Ndinotsvagawo murume ane makore 30 – 40 ane rudo, anotarisika nekuti ini ndinogeza. Nhare yangu 0783 021 267.
******
Makadini veKwayedza? Ndingafara mukabudisawo tsamba yangu. Ndiri mukadzi wemakore 38 nevana vatatu uye handisi pamushonga. Ndinodawo murume ane rudo, anonamata nekufarirawo mvura. Ngaave anoda zvekuvaka, anoita chero basa rinoraramisa mhuri ane makore 40 kusvika 60. Nhare yangu 0776 322 014.
******
Makadii veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 45, ndiri muHarare uye ndinodawo murume ane makore 50. Ndinobatika pa0779 768 137.
******
Ndiri mukomana ane makore 35 nemwana 1. Ndoda mukadzi ari serious ane mwana 1 kana asina. Nhare yangu 0774 300 717.
******
Ndiri murume ane makore 35 nevana 2, ndinotsvagawo musikana kana mudzimai anoda wanano ati yarukei. Ngaave akasimba kusvika kuvakobvu chaivo, anoshanda kana asingashande. Nhare yangu 0719 628 387.
******
Tishamwaridzane makadii? Ndiri mukadzi ane makore 34 nevana 2, ndiri muHarare uye ndinonwa mushonga. Ndinodawo murume anonwa mushonga asina mukadzi, ane vana vakewo. Ane zvaanoita muhupenyu ngaandibate pa0775 618 793.
******
Ndiri mukadzi ane makore 33 nevana 2, ndodawo murume ari pachokwadi ane makore 40 kusvika 45. Zvakawanda tozotaura, anondibata pa0777 395 915.
******
Makasimba here? Ndiri mukadzi ane makore 32 nevana 2 uye ndinotsvagawo murume. Kana pane andifarira ngaandibate pa0712 110 829.
******
Ndiri mudzimai ane makore 42, ndotsvakawo murume ane makore 46 kusvika 50. Nhare yangu 0783 655 790.
******
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 30 ndinotsvagawo mudzimai ane makore 20 kusvika 28 asina chirwere ndapota. Nhare yangu 0785 090 675.
******
Makadiiko veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 22, HIV positive uye ndine mwana 1. Ndinoda murume ari pachokwadi ane makore 25 kusvika 35. Kumusha kuKaroi, nhare yangu 0715 612 611.
******
Makadini veTishamwaridzane? Ndaneta kuramba ndichingonyorera tsamba yangu. Ndiri murume ane makore 45 nevana 2, ndinogara muHarare. Ndinotsvagawo mukadzi, andida ngaandibate pa0774 068 844.
******
Makadini veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 34 okuberekwa nevana 3. Ndinotsvagawo murume akafirwa seni anoda kuvaka musha asiri pamushonga. Vanoda ndibatei pa0737 797 526.
******
Ndiri murume ane makore 50, ndotsvagawo mudzimai akavimbika, anotya Mwari. Ndobatika pa0772 721 298.
******
Makadini veKwayedza? Ini ndiri murume ane makore 30, ndinotsvagawo mukadzi wokufambidzana naye. Anoda ngaandibate pa0713 770 031.
******
Ndinotsvagawo mukadzi ane makore 19 kusvika 21 ane mwana 1. Nhamba dzangu 0785 714 099.
******
Makadii? Ndiri musikana ane makore 24, ndinotsvagawo mukomana anoda kuti tivake musha. Ini ndinoita basa remawoko, Ngaave asina chirwere anogeza. Nhare yangu 0736 106 731.
******
Ndiri mudzimai ane makore 35 nevana 2, ndinotsvagawo murume ane makore 40 kusvika 55 anotya Mwari. Andifarira anondibata pa0783 248 373.
******
Makadii henyu veKwayedza? Ndiri murume ane makore 51, ndinotsvagawo mukadzi ane makore 45 kusvika 49 anofarira zvemusha. Ndinoshanda pafarm, nhare yangu 0736 898 199.
******
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 43 nevana 2, ndinoda mudzimai wekuroora ane makore 40 zvichidzika. Nhare yangu 0713 320 265.
******
Makadii henyu? Ndiri murume ane makore 23, ndinotsvagawo mukadzi ane makore 25 zvichidzika, ane mwana kana asina. Vanoda ndibatei pa0713 215 552.
******
Makadii veKwayedza? Ndiri musikana ane makore 18, ndotsvagawo mukomana ane makore 22 zvichidzika asiri pamushonga. Andifarira anondibata pa0737 162 093.
******
VeKwayedza ndishambadzeiwo, chinguri ndanyorera kuchirongwa chino. Ndiri mukadzi ane makore 46 ekuberekwa, HIV positive uye ndiri kuChitungwiza. Ndine vana 2, andida ngaandibate pa0774 985 632.
******
Ndiri murume ane makore 35 okuberekwa, ndinoda mudzimai ane makore 32 zvichidzika. Anoda ngaandibate pa0784 449 414.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>