Abel Ndooka CHIKWATA cheDurham Cricket chekuEngland chiri munyika umo chakauya kuzotamba neZimbabwe A mitambo miviri ...
Kingstone Mapupu MUDZIMAI anogara mumusha weKuwadzana, muHarare, uye kumusha achibva kuMhondoro Ngezi, ari kutsvaga ...
Tendai Gukutikwa CHIPATARA cheHauna District Hospital chinonzi chakachengeta chitunha mumochari yange isiri kushanda ...
Muchaneta Chimuka BAZI rezveminda, kurima, hove, mvura nekusimudzirwa kwekumaruwa rinokurudzira varimi kuti vasiyane ...
Kingstone Mapupu MURUME anoita basa rekukorokoza goridhe wekwaSabhuku Kamutomasi, kwaMambo Chitsungo, kuUzumba, anoti ...
Phillipa Mukome-Chinhoi MUMWE mudzimai akachema-chema mudare achiti ari kushaiswa mufaro neshamwarikadzi yechikomba ...
Kingstone Mapupu MBAVHA yaive yarura nekuba mombe kuLalapanzi kwaChirumhanzu, kuMidlands inonzi yakatongerwa kugara ...
Liberty Dube MURUME wekuBuhera ane makore 25 ekuberekwa achapedza hupenyu hwake hwese ari mujeri mushure mekubatwa ...
Hazel Chitepo MUMWE mutyairi wegonyeti rekambani iri mubhizimisi rekutakura zvinhu nguva pfupi yadarika akarasikirwa ...
Kingstone Mapupu BISHOP weimwe chechi iri kuDzivaresekwa Extension, muHarare — uyo ari mubhizimisi rekuuchika imbwa ...
Abel Ndooka CHIKWATA cheDynamos FC chinoti chiri kuda mutambi wenhabvu ane mukurumbira – Khama Billiat – nekuda ...
Abel Ndooka MUTAMBI wemaWarriors neUdinese Calcio yekuItaly – Jordan Zemura – akanwisa musi weSvondo wadarika apo ...
Abel Ndooka CHIKWATA cheMega Market Mountaineers ndicho chakasimudza mukombe weLogan Cup zvichitevera kukunda ...
Kingstone Mapupu MURUME anogara kuEpworth – asi kumusha achibva kwaMambo Tangwena, kuNyanga – anoti haana rugare nekuda ...
Kingstone Mapupu ZVIZVARWA zveZimbabwe neChitatu chino zvabatana mukupemberera zuva revechidiki reNational Youth Day uye ...
Yeukai Karengeza MURUME wekuMasvingo, uyo akawanikwa aine misoro mishanu yeshumba yakaomeswa inokosha US$100 000, ...
Fungai Lupande MURUME ane makore 36 okuberekwa wemumusha waMakoni, kuMuzarabani, kudunhu reMashonaland Central, ...
Kingstone Mapupu MURUME ane makore 26 okuberekwa anobva kwaKazangarare, kuHurungwe – uyo ari kupika jeri paHarare ...
Kingstone Mapupu MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) vari kuferefeta nyaya yevana vana (4) vemumusha weHopley, ...
Phillipa Mukome Chinhoi MUDZIMAI wemuHarare anoti akarohwa nemubhadha nemurume wake mushure mekunge mukadzi amubvunza ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright