2 weeks ago | November 12, 2020

Chess yotambwa padandemudande

Abel Ndooka VATAMBI vechess vemuno vakaremara mitezo vachakwikwidza mumutambo wavo wekutanga weInternational Chess ...

Garai kumba:ZIFA

Abel Ndooka MANEJA wechikwata chenhabvu chenyika chemaWarriors — Wellington Mpandare — oyambira vatsigiri vangade kuenda ...

Tishamwaridzane

MAKADINIKO? Ndiri murume ane makore 34, handisi pamushonga. Ndinoda mukadzi asiri pamushonga ane makore 19 – 31. ...

Seed Co yotsigira Pfumvudza

Kazembe Maocha MUSI wa7 Gumiguru, varimi vekwaRusike, kuGoromonzi vakaungana pachikoro cheRusike Primary School apo ...

Chigwaya chiri mudovi

naMuchaneta Chimuka Hove inonzi chigwaya yakaomeswa iine dovi kudya kwakanakisisa uye kunochengetedza utano nekudzinga ...

Dhiri’ remaUS$ nen’anga

Abel Zhakata MUKOMANA ari kuita Fomu 4 pachimwe chikoro chakazvimirira kwaMutare anonzi akabira baba vake US$1 700, ...

Maonero Edu: Ivai nehanya neupenyu

ZIMBABWE inonzi mudunhu reSouthern African Development Community (Sadc) ndiyo ine chikamu chevanhu vakawanda vari kufa ...

Mutupo: Gwai Gumbi

Maita Gwai, Chinhove changu chichi, Vane chuma chisingaverengwi, Vakatorerwa umambo namabvakure, Isu hanzvadzi ...

Bembera Padare: Gomo risina hukwiriko

naWedzerai Nhemachena NZVIMBO zhinji dzemuZimbabwe dzine makomo akasiyana mukukosha nekukura kwawo. Vafudzi vemombe kana ...

Zvinodiwa kana uchibva kuSA

Tandayi Motsi HURUMENDE inoti nechinangwa chekuti pave nekufambiswa zvakanaka kwebasa kumuganhu weBeitbridge Border Post ...

Mhuri yochema neCovid

Kingstone Mapupu MURUME wechidiki nemudzimai wake vanogara kuWaterfalls, muguta reHarare – avo vakaropafadzwa nevana 4 ...

3 weeks ago | November 11, 2020

Vobatsira vanotambura

Kingstone Mapupu SANGANO reDar al Salaam Foundation (DSF) riri kubatsira kurwisa chirwere cheCovid-19 muzvikoro, ...

‘Tagadzirira kuuya kweCovid kepiri’

 Munyori weKwayedza ZIMBABWE yakagadzirira zvikuru kurwisa kunyuka kechipiri kwechirwere cheCovid-19 panguva iyo chikamu ...

Zvimwe zvirwere zvonetsa

Tandayi Motsi SANGANO rezveutano pasi rose, reWorld Health Organisation (WHO), rinoti kuuya kweCovid-19 kwaona zvirongwa ...

3 weeks ago | November 10, 2020

Gringo akashaya

SHASHA yemitambo yemadhirama neny’ambo dzinosetsa – Lazarus “Gringo” Boora – akashaya nezuro mushure ...

St Anthony High School yovhura

Vana vepaSt Antony Mission High School vachibva kuchikoro masikati ano zvichitevera kuvhurwa kwezvikoro mushure mekunge ...

Otaura ndimi arere pakati peguta

Mudzimai akaunganirwa nevanhu uyu angotanga kuzvikanda pasi, pashure ndikuzoita seanonamata nendimi achitaura zviri ...

Pvumvudza yotevedzwa nemazvo

Chirongwa cheHurumende chePfumvudza chinoratidza kuti chatekeshera mumatunhu ose enyika apo vanhu vari mubishi ...

3 weeks ago | November 5, 2020

Isu hatina musoro wemwana mufiriji

Kingstone Mapupu MHURI inogara mumusha weDzivaresekwa 2, muguta reHarare — iyo iri kupomerwa neimwe n’anga kuti ndiyo ...

Kupondwa kwaTapiwa: Mukadzi asungwa

Kingstone Mapupu MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) anoti asunga mumwe mudzimai nenyaya yekupondwa kwemwana ...