‘Paridzai shoko, kwete mari’

28 Nov, 2022 - 15:11 0 Views
‘Paridzai shoko, kwete mari’ Robbie "Ambassador" Mandiki

Kwayedza

PREMIUM

Abel Ndooka

MUIMBI wemusambo wechitendero – Robbie “Ambassador” Mandiki – anoti vaparidzi veshoko raMwari vanofanirwa kumira pachokwadi uye vatungamirire vanhu kubva mumatambudziko avanosangana nawo, kwete kufunga zvekungozadza homwe dzavo nemari chete.

Mandiki, uyo asingatye kutaura pfungwa dzake panyaya dzechitendero, anoti vanhu vari kusangana nematambudziko akawanda muupenyu hwavo naizvozvo kana vapotera kumakereke vanotarisira kuona matambudziko avo achipera, kwete kutowedzera.

“Vanhu vari kuda vafudzi vanovatungamira kubva mumatambudziko avari kusangana nawo kwete kuti ivo ndivo vanenge vave kutofudza vafudzi vacho.

“Kana munhu wazvipira kuita basa raMwari, ita nemazvo wobatsira vanhu kubva mumatambudziko avari kusangana nawo kwete kuti munovawedzera mamwe matambudziko pamusoro.

Please subscribe to view this content.

Share This:

Sponsored Links